Fembera-Fembera Tione!

12 Sep, 2014 - 09:09 0 Views
Fembera-Fembera Tione!

Kwayedza

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti munhu watakaburitsa papeji rino ndiani. Takati munhu uyu muimbi wechidiki ane mukurumbira uye vaverengi vaviri vekutanga vachagona kufembera kuti muimbi uyu ndiani vachaita mhanza yekuzviwanira maCD emuimbi uyu pachena.
Mhinduro chaiyo ndeinoti ENOCK “NOX” GUNI.

Hedzino dzimwe dzemhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi:
* * *
Muimbi uyu ndiKnox. – Nyaradzo Chimumba, 0738 759 885.
* * *
NdiNox. – Richie, 0774 411 127.
* * *
Anonzi Bonface Muropa anoekita ari Nhamo pamutambo unonzi Vavakidzani. – 0712 064 831.
* * *
Nox – 0773 619 601.
* * *
Muimbi uyu ndiNox. – 0782 471 112.
* * *
Ndinonyara “knox”. – 0772 302 166.
* * *
Enock Guni aka Nox. – Ruru, 0772 679 017.
* * *
Kinnah. – 0776 094 925.
* * *
Munhu uyu ndiEnock ‘Nox’ Guni. – Farai, paFiyo, 0775 442 420.
* * *
NdiShinzo-man. – Dione Chipiro, Nyanyadzi.
* * *
Sniper Storm. – Evans, Domboshava
* * *
Muimbi uyo ndiNox. – 0715 181 719.
* * *
Yoz. – 0778 230 276.
* * *
Muimbi ndiNox. – 0783 191 427.
* * *
Makadii henyu? Ndinonzi Tendai Kapingura. Muimbu ndiNox. – 0773 629 796.
* * *
Muimbi uyu ndiSniper Storm. – Thandiwe Mashaka.
* * *
Makadii veKwayedza? Muimbi anonzi Nox. –  Clemence, Magunje, 0783 710 617.
* * *
Munhu uyu ndiSilvester ‘Freeman’ Chizanga. – 0713 663 918.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>