Fembera-fembera Tione!

30 Jan, 2015 - 00:01 0 Views
Fembera-fembera Tione!

Kwayedza

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi wechidiki watakaburitsa papeji rino ndiani. Takati muimbi uyu ari kusimukira mumusambo weSungura. Mhinduro chaiyo ndeinoti TENDAI DEMBO. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi:
Muimbi ari muKwayedza ndiTendai Dembo. – 0782 837 807.
* * *
Muimbi uyu ndiTendai Chipara. – 0783 368 128.
* * *
Ari pamufananidzo uyo ndiFrancis Slomo Dhaka. – Togarasei Muvasha, Mutare.
* * *
Muimbi wechidiki uyu anonzi Tendai Dembo. – Itayi Musunga, Mabvuku Harare, 0772 877 772
* * *
Muimbi uyo ndiTendai ‘Dot com’ Chipara. – Crucial.
* * *
Muimbi uyu ndiTendai Dembo. – 0771 320 211.
* * *
Munhu uyu ndiTendai Dembo. – Mambeva, 0716 894 399.
* * *
NdiTendai Dembo. – Lloyd Mukundu, 0738 921 231.
* * *
Muimbi uyu mwana waDembo. – 0773 829 783.
* * *
Muimbi ari pafembera-fembera anenge mwana waLeonard Dembo ariye Morgan. – Lovemore Kashawo, Harare.
* * *

Share This:

Sponsored Links