Fembera Fembera Tione!

06 Mar, 2015 - 00:03 0 Views
Fembera Fembera Tione!

Kwayedza

VAVERENGI tinoda kuti mufembere, mitiudze kuti munhu uyu, anove muimbi ane mukurumbira uye zvakare ari mumuririri (green ambassador) anoona nezvekuchengetedzwa kwezviwanikwa pasi pesangano reCity of Harare, ndiani.  Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti muzive kuti munhu uyu ndiani.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti +263 714 200 007.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey