Fembera Fembera Tione!

16 Jul, 2015 - 00:07 0 Views
Fembera  Fembera Tione!

Kwayedza

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti munhukadzi ane mukurumbira munyaya dzemitambo yemadhirama uyu ndiani. Anozivikanwa zvakare semushamarari panhepfenyuro uye akambopinda mumakwikwi etsvarakadenga.

Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti muzive kuti munhu uyu ndiani.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links