Fembera Fembera Tione!

01 Oct, 2015 - 00:10 0 Views
Fembera  Fembera Tione!

Kwayedza

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti munhu watakaburitsa papeji rino, uyo watakati ane mukurumbira mukutsigira nhabvu, zvikuru chikwata chenyika, ndiani. Takati zvakare munhu uyu muimbi wechikwata cheVabvuwi St Steven Choir necheMasimba Edenga uye anozivikanwawo semurongi kusangano reFriends of Manyuchi Boxing.

Mhinduro chaiyo ndeinoti CHRIS “ROMARIO” MUSEKIWA.

Hedzinoi mhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi:

NdiMartin Beula. – Primrose Mashawa, Chakohwa, Mutare.

* * *

NdiNdiolla 7. – Angella, Waterfalls, Harare.

* * *

Charles Manyuchi. – 0736 245 420.

* * *

NdiGorova. – 0772 604 763.

* * *

Romieo Musekiwa. – 0771 101 810.

* * *

Munhu uyu ndiMechanic Manyeruke. – Joze, Mutare.

* * *

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>