Fembera-Fembera Tione!

0

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu, uyo ane mukurumbira mumusambo weAfro-fusion kana kuti Jazz, ndiani.
Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti muzive kuti muimbi uyu ndiani.
Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Share.

About Author