|
Gumbo remuchakabvu rakawanikwa murwizi
MUCHIITIKO chiri kufungidzirwa kuti pangave nekushereketa, gumbo remwana aive nemakore masere ekuberekwa uyo akanyura murwizi Mazoe, kuKadoma munyika maShe Neuso rinonzi rakazoonekwa pamusoro pemvura richiratidza kunge rakachekwa munguva pfupi yadarika. FULL STORY
|