|
Tsvina yemunhu muupfu!
MUMWE mukadzi wekuNational, kuMbare, muHarare anonzi akaitirwa manenji chaiwo nechikomba chake icho chinonzi chakasiya chaitira tsvina muupfu senzira yokumupfidzisa mushure mokunge chabhadhariswa mari yakawanda yokupanana bonde.
FULL STORY
|