NHAU DZEMUNO
0

Varume 2 vakafira mumugodhi

Kingstone Mapupu VARUME vaviri vaiita basa rekuchera migodhi yemvura kunharaunda yekwaGarabha, kwaShe Chigwedere kuHwedza, vakafira mumugodhi panguva imwe chete svondo…

NHAU DZEVARIMI
0

Mapurisa orumbidzwa nekupfuya huku

Abel Ndooka MAPURISA eZimbabwe Republic Police kuchikamu chePolice Protection Unit Northern District, muguta reHarare akarumbidzwa zvikuru nguva pfupi yadarika nechirongwa…

Zvakanangana Nemadzimai
Nhau Dzeutano
0

‘Mishonga ngaiwanikwe nemitengo yakaderera’

Muchaneta Chimuka NYANZVI mukushanda nemishonga (pharmacy technicians) dzakakurudzirwa kuti dziwanise veruzhinji mishonga nemitengo yakaderera nedonzvo rekurwisa zvirwere zviri kuramba zvichinyuka…


NHAU DZEMITAMBO
0

Musabatirire makochi: JP

Abel Ndooka       MUTAMBI akambonetsa munhabvu achitambira Rio Tinto pamwe nemaWarriors, John ‘JP’ Phiri, anoti zvakakosha chaizvo kuti vakuru vezvikwata…

Ngoma Nehosho
0

Musambo weChimurenga wosimudzirwa

Kingstone Mapupu MUMWE muimbi ari kusimukira wekwaMutoko, kudunhu reMashonaland East, oita zvinorova mumusambo weChimurenga. Gilbert Noel (39) anoimba nechikwata cheMutoko…