NHAU DZEMUNO
0

Ndinouraya: Muporofita

MUPOROFITA wechechi yeJohane Masowe Nyenyedzi Nomwe yeNguwo Tsvuku, uyo anonamatira kupurazi reChigomo kuMt Hampden, anoti anokwanisa kuitira vanhu miteuro yekudzosera…

NHAU DZEVARIMI
0

Moto wesango wodzikira: EMA

SANGANO rinoona nezvekuchengetedzwa kwezviwanikwa reEnvironment Management Agency (EMA) rakarumbidza veruzhinji nekutevedzera dzidziso yariri kupa pamusoro pemoto wesango izvo zvaita kuti…

Zvakanangana Nemadzimai
0

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Vanhukadzi huonoi mukana wekuti muhwine mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza Africam Woman of the Year. Tumirai mifananidzo yenyu makapfeka…

Nhau Dzeutano
0

Rufu rwekuzvitsvagira

Catherine Murombedzi MUIMBI wechidiki ane mukurumbira anozivikanwa nekunzi Jah Prayzah asi rake chairo achinzi Mukudzei Mukombe akaimba rwiyo pamusoro perufu…


NHAU DZEMITAMBO
0

Gore rino hazvikoni: Mangwiro

MURAIRIDZI weCAPS United Taurai Mangwiro anoti chikwata chake chinofanirwa kusunga dzisimbe mumitambo yacho yese yasara yemuPremier Soccer League kuti chive…

Ngoma Nehosho
0

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti munhu watakaburitsa papeji rino anove muimbi ane mbiri ndiani.