NHAU DZEMUNO
NHAU DZEVARIMI
0

‘Rimai zvirimwa zvidiki’

SANGANO reCluster Agricultural Development Services (CADS), rakabatana nereAfrican Deli Foods, rokurudzira varimi kurima zvirimwa zvidiki zvakaita semhunga nemapfunde sezvo zvichishingirira…

Zvakanangana Nemadzimai
Nhau Dzeutano
0

Vechikuru ipaiwo ropa: NBSZ

Mathew Masinge SANGANO reNational Blood Services Zimbabwe (NBSZ) rinoti vechidiki, zvikuru vari kuzvikoro zvesekondari nemayunivhesiti, ndivo vari pamberi munyaya dzekupa…


NHAU DZEMITAMBO
0

Chidzambwa ari kudemba

MURAIRIDZI wenhabvu ane mukurumbira, Sunday “Mhofu” Chizambwa, anoti kunyangwe zvakanaka chaizvo kuti vatambi vemuno vaende kunotambira nhabvu kunze kwenyika, nekune…

Ngoma Nehosho
0

Fembera Fembera Tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakati akaita mukurumbira nekambo “Bonus” ndiani.