NHAU DZEMUNO
0

Hama dzondiramba: Amai vedumbu

MUDZIMAI uye wekuNorton, uyo ange ava nemakore matatu dumbu rake rakazvimba sezvinonzi ane pamuviri ndokuzovhiiwa pachena kuchipatara cheChitungwiza Central Hospital,…

NHAU DZEVARIMI
0

‘Mbeu dziri ti-i’

MAKAMBANI anouchiika mbeu dzezvirimwa zvakasiyana munyika muno akavimbisa kuti ane mbeu inokwanirana apo varimi vari kugadzirira kurima mwaka wezhizha unotevera.

Zvakanangana Nemadzimai
0

Madzimai dzave nhungamiri

Kuziva Mbuya Huudzwa SVONDO rapfuura rakazadza madzimai nevanasikana vakawanda norufaro vachiona mudzimai woumtungamiri wenyika Amai Grace Mugabe nemutevedzeri womutungamiri wenyika,…

Nhau Dzeutano
0

Kutamba mukati medutu

Catherine Murombedzi Kurarama Neutachiona hwe HIV (Chikamu chechipiri)   SEKUVIMBISA kwandakaita svondo rakapera nhasi tinonzwa mashoko ekusimbisana kubva kumukomana


NHAU DZEMITAMBO
0

Chikwata cheDavies Cup chakadadisa

SANGANO reSports and Recreation Commission rakakorokotedza chikwata chetenesi cheDavies Cup nekubudirira kwachakaita kufambira mberi kupinda muboka reGroup II Euro/Africa Zone…

Ngoma Nehosho
0

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti munhu uyu, uyo ane mbiri mukufadza veruzhinji uye ari muimbi, ndiani.