|
MAKADII veKwayedza? Ini ndakambonyorera kuchirongwa chino ndikasangana nevanonyepa,
vamwe vaida kudya mari yangu chete. Zvisinei hazvo ndiri mudzimai ane makore 39, ndine vana vana uye ndinozvishandira. Ndiri HIV positive, ndinoda kusanganiswawo nemurume ane makore 40 zvichienda mberi anoraramawo sezvandiri anoshanda. Ndinoda ane hupenyu hunenge huri nani ane tunhu twake, marovha kwete ndaneta nekunyeperwa. Ngaave anoda kuroora nokuti rudo rwandinarwo rwakawandisa. Vari pachokwadi chete fonai pa0773 433 844. ***** Ini ndiri musikana ane makore 32, ndiri HIV positive uye ndinotsvaga murume ari sezvandiri. Handishandi, ndinotaura chiNdebele ndichigara kuGwanda. Nhamba dzangu idzi 0778 681 179. ***** Ndiri mukadzi ane makore 46 nemwana mumwechete uye ndinotsvagawo murume abve zera ari pachokwadi. Ndibatei pa0734 468 222. ***** Makadii veKwayedza? Ndiri kutsvaga mukadzi ari siriyasi ave kuda zvemba asiri pachirongwa anoyemurika ane makore 26 zvichidzika, asina mwana. Ndiri muHarare uye ndinoshanda, nhamba dzangu 0779 768 869. ***** Ndiri musikana ane makore 32 uye ndinotsvagawo murume wekushamwaridzana naye ane makore 33 kusvika 42. Ndinoda asingaputi fodya nekunwa doro, nhamba dzangu idzi 0736 614 718. ***** Ini ndiri mukadzi ane makore 26 uye ndiri kutsvagawo murume ane makore 28 kusvika 35. Ndine vana vatatu, ndinoda ane vakewo chero asina. Ndibatei pa0736 284 322 ***** Ndiri mukomana ane makore 22 uye ndinotsvagawo musikana wekushamwaridzana naye ari pachokwadi ane makore 21 zvichidzika. Vanondibata pa0713 305 300. ***** Ndiri mukomana ane makore 28, ndiri kutsvakawo musikana ane makore 27 zvichidzika ari negative. Nhamba dzangu 0777 849 333. ***** Ini ndiri murume ane makore 30, ndinogara muHarare uye ndinotsvaga musikana ari pachokwadi ane makore ari pasi pe30. Nhamba dzangu 0772 282 298. ***** Ndiri mukomana ane makore 32 uye ndiri kutsvaga musikana anopinda Seventh Day Adventist ari siriyasi nezvekuda imba. Nhamba dzangu 0734 511 976. ***** Ini ndiri mukomana ane makore 26 uye ndinotsvagawo shamwari yechisikana ine makore 23 zvichidzika. Ndibatei pa0778 192 223. ***** Ndiri murume ane makore 56, ndiri HIV positive uye ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 45 kusvika 50 ari siriyasi anoda zvemba. Nhamba dzangu 0775 260 393. ***** Ndiri mudzimai ane makore 44 uye ndinotsvagawo shamwari yechirume yekufambidzana nayo ine makore 45 kusvika 55 yakavimbika. Ndiri HIV positive uye ndiri kunwa mapiritsi. Vanoda ndibatei pa0774 353 382. ***** Makadini veKwayedza? Ini ndiri musikana ane makore 20 uye ndiri kutsvagawo mukomana ane makore 21 kusvika 27 anonamata. Vemiyedzo handidi, nhamba dzangu idzi 0773 348 912. ***** Ndiri mudzimai ane makore 34 asati ambowanikwa uye ndinotsvaka murume ane makore 34 kusvika 40 asati ambowanawo anonamata. Anoda kuchata gore rino ngaandibate pa0776 067 820. ***** Makadini veTishamwaridzane? Ndiri murume ane makore 28 uye ndinotsvagawo mukadzi ari pachokwadi anoda zvemba. Zera harina basa, anoda ngaandibate pa0774 389 382. ***** Ini ndiri mukomana ane makore 26 uye ndinotsvaga musikana ane makore 18 kusvika 21. Vanoda fonai pa0778 101 269. ***** Ndiri murume ane makore 34 uye ndiri kutsvagawo mukadzi anoda zvemusha ane mwana kana asina ane makore 30 zvichidzika. Nhare dzangu 0734 789 640. ***** Ndiri mukomana ane makore 25 uye ndinotsvagawo shamwari (penpals) musikana kana mukomana ane makore 19-25 asinganwe doro kana kuputa fodya. Ndibatei pa0779 000 440. ***** Ndiri mukomana ane makore makumi matatu nemaviri uye ndinoda musikana ane makore makumi maviri kusvika makumi maviri nemashanu anonamata. Nhamba dzangu 0779 912 901. ***** Ndakambonyorera, ndinodawo musikana ane makore 18 kusvika 22 ari pedyo neMarondera patinofambidzana. Ndine makore 28 uye anoda zvemba anofona pa0736 104 195. ***** Ini ndiri murume ane makore 34 nemwana mumwechete uye ndinoda mukadzi chero makore asi akanaka chimiro neutano asina utachiona. Vemiyedzo kwete ndapota, nhamba dzangu 0735 999 170. ***** Ini ndakambonyorerawo asi ndakashaya munhu wandaida, ndine makore 29 ndinonzi Rumbidzai uye ndine vana vaviri. Ndinoda murume ari siriyasi ane makore 29 kusvika 35 ane vana vakewo. Handidi maCall Me Back, nhamba dzangu idzi 0777 442 682. ***** Ndiri mukadzi ane makore 20 nemwana mumwechete uye ndiri kutsvagawo murume ane makore 26 kusvika 30 ari pachokwadi, anoda kuroora nekuenda kumaHIV test. Ndibatei pa0736 328 359. Ndinoda anoshanda basa riri nani. ***** Ini ndiri mukadzi ane makore makumi maviri nemanonwe uye ndinoda murume ane makore makumi mana ari pachokwadi anoda zvekuroora. Nhamba dzangu idzi 0772 298 142. ***** Ndiri murume ane makore 39 uye ndinoda mudzimai ane makore 18 kusvika 40. Nhamba dzangu 0735 203 065. ***** Ndiri musikana ane makore 14 uye ndiri kutsvaga shamwari yechisikana (penpal) ine makore 14 kana 15. Vanoda ndifonerei panhamba dzinoti 0772 429 574. ***** Ndiri mudzimai ane makore 40, ndiri kurarama neutachiona uye ndinotsvagawo murume ari pachokwadi akafanana neni ane makore 45 kusvika 50. Ndine vana vaviri, vanondida munondibata pa0772 385 323. ***** Ndiri mudzimai ane makore 51 nevana vatatu uye ndinoda murume asina mukadzi, ari siriyasi akagamuchira Jesu ane makore 48 kana 55. Ane rudo achishanda ngaandibate pa0772 653 264. ***** Makadii veKwayedza? lni ndiri mukadzi ane makore 25 nemwana mumwechete uye ndiri kutsvaga murume anoda kuroora ane makore 26 kusvika 35 anoshanda. Nhamba dzangu 0774 347 575. ***** Makadini veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 25 uye ndiri muKristu. Ndinotsvagawo mukomana anoda zvekuroora ari pachokwadi anoshanda, ini ndinoshandawo. Ndinoda ari negative, vemiyedzo handidi. Fonai pa0773 286 657. ***** Ini ndiri murume ane makore 25 uye ndiri kutsvagawo mukadzi ane makore 18 kusvika 30 ane mwana wake. Ndinoita zvekurima, nhamba dzangu dzangu 0772 537 806. ***** Ndiri kutsvakawo mukadzi wekuroora ane makore ari pakati pe28 ne34 ane mwana kana asina asi kwete anobva kwaMutoko. Handidi maCall Me Back, nhamba dzangu idzi 0772 763 324. ***** Ini ndiri mukomana ane makore 22 uye ndinotsvakawo musikana ane makore 18 kusvika 21 anoteerera murume kwete ari HIV positive. MaCall me Back kwete, fonai pa0778 128 704. ***** Ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 20 akavimbika uye anoda kunovhenekwa ropa. Ini ndine makore 24, nhamba dzangu idzi 0776 250 410. ***** Ndiri murume ane makore 48 nevana vaviri vakomana uye ndinotsvagawo mudzimai wekuwana anoda zvemba kwete vasingazive zvavanoda. Kudzidza kana kusadzidza hazvina basa, chandiri kuda mudzimai asi macross-border nevari muchiuto kwete. Ndibatei pa0779 046 422. ***** Ndiri mukomana ane makore 22 uye ndiri kutsvaga musikana wokuroora ane makore 19 zvichidzika. Munondibata panhamba idzi 0773 737 222. ***** Ini ndiri mukadzi ane makore 25 nemwana mumwe uye ndiri kutsvagawo murume ane makore 30 kusvika 35 anoshanda muhurumende. Nhamba dzangu 0775 550 055. ***** Makadini veKwayedza? Ndine makore 30 okuzvarwa uye ndinotsvagawo musikana akavimbika anoda zvokuroorwa ane makore 18 kusvika 27 asati amboroorwa. Anoda zvokunamata chaizvo ngaatumire SMS panhamba dzinoti 0772 503 308. Ndinonzi Erick Ngozo, ndatenda. ***** Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 25 uye ndinotsvagawo shamwarirume ine makore 30 zvichikwira. Vanoda ngavandibate pa0774 800 142. ***** Ndiri musikana ane makore 19 uye ndinotsvagawo murume ane makore 26 kusvika 38 ari pachokwadi. Ngaandibate pa0779 446 752, Bindura. ***** Ini ndiri mukadzi ane makore 27, ndine mwana mumwechete uye ndiri kutsvagawo murume asina mukadzi ari pachokwadi ane makore 30 kusvika 50 asina mukadzi. Nhamba dzangu 0735 946 057. ***** Ndiri mukomana ane makore 30 ekuberekwa uye ndinotsvaga mukadzi wekuroora anoshanda ini ndinoshanda mukambani hombe yemuno. Nharembozha dzangu 0773 935 750. ***** Ini ndiri mukadzi ane makore 42 nevana vaviri uye ndinotsvagawo murume anoda zvekuroora ane makore 42 kusvika 50. Ngaandifonere panhamba dzangu idzi 0734 421 567. ***** Ndiri mudzimai ane makore 37 nevana vaviri uye ndinotsvagawo shamwari dzechirume dzine makore 40 kusvika pa50. Ndibatei pa0778 325 748. ***** Ndiri chirikadzi ine makore 42, ndiri HIV positive uye ndinotsvagawo murume anoda zvekuroora ari positive asina mukadzi ane makore 43 kusvika 56. Ndine vana vatatu, ndibatei pa0772 837 317. ***** Ini ndiri mukomana ane makore 23 uye ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 22 ari pachokwadi. Handidi maCall Me Back nhamba dzangu 0736 325 907, ndatenda.
Ndiri mukomana ane makore 19 uye ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 19. Zvizhinji tozotaura, fonai pa0736 287 537.
Ndiri mudzimai ane makore 29 nemwana mumwechete uye ndinodawo murume ari pachokwadi ane vana kana asina. Ndiri HIV positive, vane vakadzi kwete. Vanoda fonai pa0775 319 363.-Kwayedza
|