| Kuyamwisa kwakakosha |
|
|
|
| Thursday, 24 May 2012 06:44 |
|
naElsie Mojapelo
waamai wakakosha kuupenyu hwemwana. Zvinokurudzirwa kuti kwemwedzi mitanhatu yekutanga yeupenyu hwemwana ange achipihwa mukaka waamai chete. Izvi zvinowedzera mukana wekurarama upenyu husina zvirwere zvakawanda. Madzimai anoda kudzidziswa kuisa mwana pazamu nenzira kwayo nekuti vamwe madzimai vanoona kunge mwana asisiri kuda kuyamwa kana kuti mukaka usiri kubuda izvo kwete. Mwana haafanirwi kupihwa mukaka nenguva asi kuti anofanirwa kuyamwiswa mukaka paanouda. Zvakakoshawo kuti amai vanoyamwisa vachengetedzewo utano hwavo vachiwaniswa chikafu chakakodzera kuti vavewo nemukaka wakakwanira mwana. l Mukaka |