| ‘Nigeria inorara chete’ |
|
|
|
| Thursday, 14 June 2012 07:48 |
|
neMunyori weKwayedza
noti vari kuenda kuNigeria vaine hukasha hukuru hwekuda kutsividza kurakashwa kwavakaitwa nechikwata ichi 2-0 mumutambo wavo wekutanga wekurwira kuenda kumakwikwi eAfrican Women’s Championships. Chingawo akati chikwata chake changomirira kuti zuva remutambo uyu risvike nekuti vari kuda kunoradzika Nigeria 2-0 semakundirwo avakaitwa ivo kunhandare yeRufaro masvondo maviri apfuura. “Patakasangana neNigeria muno tine patakakanganisa zvedu apo neapo asi takazvigadzirisa zvekuti patiri kuenda ikoko tiri kuziva kuti takahwina kare nekuti tiri kunoirakasha pamberi pevatsigiri vayo. |