Abel Ndooka CHIKWATA cheCAPS United nhasi chakundwa 1-0 nevakomana vatsva veBikita Minerals mumutambo Castle Lager ...
Abel Ndooka SANGANO reZimbabwe Cricket riri kupembera kuhwina kwakaita zvikwata zvaro zviviri, chevarume nechemadzimai, ...
Abel Ndooka MWAKA mutsva wenhabvu weNorthern Region Soccer League (NRSL) uchatanga musi wa5 Kubvumbi apo pachaona ...
Abel Ndooka MURAIRIDZI weHighlanders “Bosso” — Kelvin Kaindu — ari kuyemura zvikuru nhabvu yemuno iyo anoti iri ...
Abel Ndooka MWAKA weKuwadzana Area Zone Soccer League wakatanga nguva pfupi yadarika izvo zvakaona zvikwata zviri ...
Kingstone Mapupu KANZURU yeBuhera Rural District Council kudunhu reManicaland inoti iri kusimbaradza mabasa ebudiriro ...
Munyori weKwayedza Mitambo yenhabvu yeCastle Lager Premiership yadzoka muHarare mushure mekuita nguva refu ichitambirwa ...
Kingstone Mapupu MHURI inogara mumusha weWaterfalls, muHarare – asi kumusha ichibva kuGuruve – inonzi yakapata musha ...
HURUMENDE yasimbaradza chirongwa chayo chekutenga chibage nemari inoita US$390 patani roga roga nechinangwa chekuti ...
Nokutenda Rusero MUKADZI wekuChipinge, wekupisa murume wake nepeturu mushure mekunetsana mumba, akatongerwa kugara ...
Phillipa Mukome Chinhoi CHEMBERE inogara kuWestern Triangle, muHarare, yakademba mudare reHarare Civil Court ichiti ...
Phillipa Mukome Chinhoi MUMWE mukadzi anoti haachada chikomba chake nekuti chine katsika kekumuzvambaradza kumurova ...
Kingstone Mapupu NHOROONDO yechipatara cheParirenyatwa Group of Hospitals inobva panguva yakauya vachena munyika muno ...
Abel Ndooka MWEDZI waKurume wakakosha zvikuru pasi rese sezvo uchicherechedzwa vanhukadzi nekudaro svondo rino Kwayedza ...
Abel Ndooka NHANDARE yenhabvu ine mukurumbira yeRufaro Stadium yazovhurwa mushure mekupedza makore mana isiri kutambirwa ...
Abel Ndooka PUROVHINZI yeMashonaland Central ndiyo yakahwina mubairo mukuru mumutambo weAssociation of Independent ...
Muchaneta Chimuka HUWANDU hwevanasikana vasati vabva zera avo vari kuita pamuviri hunonzi huri kuramba huchiwedzera uye ...
Muchaneta Chimuka HURUMENDE inokurudzira vanhukadzi kuti vatore zvigaro zvepamusoro munyaya dzedzidzo nemumabasa ...
Kingstone Mapupu INOTEVERA mimwe yemitengo yezvirimwa iri kuMbare Musika nekuLusaka Farmer’s Market, kuHighfield, ...
Kingstone Mapupu DAMBUDZIKO rekurasika njere, kunyanya kune vechidki, rinonzi riri kukura mazuva ano nekuda kwekatsika ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey