|
|
|
Makwikwi eKwayedza African Woman of the Year |
|
|
|
|
Friday, 14 June 2013 08:26 |
 neMunyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza African Woman of the Year.
|
|
Read more...
|
|
Makwikwi eKwayedza African Woman of the Year |
|
|
|
|
Friday, 07 June 2013 06:49 |
neMunyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza African Woman of the Year.
|
|
Read more...
|
|
Vanhukadzi vakaremara vobatsirwa |
|
|
|
|
Thursday, 06 June 2013 11:16 |
naNyasha Mutena BOKA revanhukadzi reHope Resurrect Trust, iro richangobva mukuvambwa rakuparura chirongwa chekusimudzira vanhukadzi vakaremara sezvo vamwe vavo vachirasikirwa
|
|
Read more...
|
|
Makwikwi eKwayedza African Woman of the Year |
|
|
|
|
Friday, 31 May 2013 07:01 |
|
neMunyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza African Woman of the Year.
|
|
Read more...
|
|
Makwikwi eKwayedza African Woman of the Year |
|
|
|
|
Thursday, 23 May 2013 08:52 |
neMunyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza African Woman of the Year. Tumirai mifananidzo yenyu makapfeka mbatya dzezvipfeko zvemuAfrica (African attire) kuKwayedza, bepanhau revanhu, kuti muve nemukana wekuhwinha mibairo
|
|
Read more...
|
|
Thursday, 23 May 2013 08:43 |
naKingstone Mapupu HUTUNGAMIRI hauna basa kuti munhukadzi kana kuti munhurume, chinodiwa bedzi kuzvipira pachinzvimbo chaunenge uri panyanga, uchitevera mitemo mubasa rako pasina kuita hudyire.
|
|
Read more...
|
|
Makwikwi eKwayedza African Woman of the Year |
|
|
|
|
Thursday, 09 May 2013 12:12 |
neMunyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza African Woman of the Year. Tumirai mifananidzo yenyu makapfeka mbatya dzezvipfeko zvemuAfrica (African attire) kuKwayedza, bepanhau revanhu, kuti muve nemukana wekuhwinha mibairo inosanganisira zvitofu, mazakwatira emari pamwe
|
|
Read more...
|
|
Thursday, 09 May 2013 12:05 |
naNyasha Mutena “KUCHEMBERA huda! Madzimai katsika kekuti kana mava mudzimba umu moti, ‘aiwa, izvi hazviite, ndava amai vemba’ zviregerei.” Mashoko aya akataurwa nemumwe mudzimai wekuGlen View 3, muHarare uyo ari kuriritira mhuri nokugadzira achitengesa zvemucheno zvakaita sechuma nemaringi.
|
|
Read more...
|
|
Friday, 03 May 2013 00:00 |
naMuchaneta Chimuka “HAPANA chinouya choga munhu akapeta mawoko.” Mashoko aya akataurwa neimwe chirikadzi yekuMbare
|
|
Read more...
|
|
Makwikwi eKwayedza African Woman of the Year |
|
|
|
|
Friday, 03 May 2013 00:00 |
|
neMunyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza African Woman of the Year. Tumirai mifananidzo yenyu makapfeka mbatya dzezvipfeko zvemuAfrica (African attire) kuKwayedza, bepanhau revanhu, kuti muve nemukana wekuhwinha mibairo
|
|
Read more...
|
|
Madzimai ovakirana dzimba, kutengerana mota |
|
|
|
|
Monday, 29 April 2013 12:50 |
|
naNyasha Mutena BOKA remadzimai reHigh Hope Round Tables ropundutsa vanhukadzi nekuita zvirongwa zvekupanana mari mwedzi woga-woga izvo zvavandudza upenyu hwavo.
Nechinangwa chekusimudzirana uye kuderedza katsika kekuzendamira pavanhurume pakuriritira mhuri, madzamai aya akaparura chirongwa chekuita majana ekupanana mari
|
|
Read more...
|
|
|
|
|
Page 1 of 209 |