Friday, May 24th
Headlines:
feed-image RSS
NHAU DZEUTANO
Kondomu remadzimai rino chengetedza hutano PDF Print E-mail
Thursday, 23 May 2013 08:28

naElsie Mojapelo
KONDOMU remadzimai harina kujairika sezvinoita revarume, pakuwanikwa kwaro kunyangwe pakutaurwa nezvaro. Kondhomu remadzimai rinodeedzwa nekuti FC2 rakapfava uye rinogadzirwa nemucheka wekaplastic unonzi “nitrile”.

Read more...
 
Kubika chimukuyu chenhoro chine dovi PDF Print E-mail
Thursday, 23 May 2013 08:25

naKenneth Chikeya
Zvinodiwa:
Chikari kana poto
Chipunu, mugoti
Dovi, hanyanisi, matomatisi, munyu nemvura

Mabikiro:
Cheka nyama kuita zvidimbu zvaunoda wosuka matomatisi nehanyanisi pamwe nekucheka zvose.
Chigadza poto kana chikari pamoto, isa mvura uye kana yafashaira wochitora nyama woisa imomo wokwidibira zvombokwata kweawa nechidumbu.
Isa hanyanisi nematomatisi worega zvombokwata kwemaminitsi gumi wozoisa zvipunu zvitatu zvedovi nemunyu mushoma.
Raidza kuti zvaringana here wobura.
Usavi uhu munogona kudya nesadza remhunga, remupunga kana rezviyo.
Kudya kwechivanhu kunokuridzirwa sezvo kuchinzi kune upfumi neutano.

 
ZPS yakavarapa pachena PDF Print E-mail
Thursday, 23 May 2013 08:10

naMalven Mugadzikwa
ZIMBABWE Prison Services (ZPS) svondo rapera yakabatsira vagari vekuUzumba-Maramba-Pfungwe vanosvika 640 nekuvarapa pachena zvirwere zvakaita sezvemazino nemaziso pamwe chete nekuvapa zvekudya.

Read more...
 
Kubika chimukuyu chehwai chine dovi PDF Print E-mail
Thursday, 16 May 2013 08:54

naKenneth Chikeya

 

Zvinodiwa:

Chikari, poto kana pani
Mugoti, chipunu

Read more...
 
Nyama neutano hwako PDF Print E-mail
Thursday, 16 May 2013 08:50

naElsie Mojapelo
KUNE vanhu vakawanda pasi rose vakarega kudya nyama nekuda kwezvikonzero zvakasiyana izvo zvinosanganisira chitendero nekuda kuchengetedza mhuka. Vamwe vanoti upenyu hwekusadya nyama hunobatsira kudzivirira zvirwere zvakaita sedzimwe mhando dzegomarara

Read more...
 
Tsvigiri iri muchikafu neutano hwako PDF Print E-mail
Thursday, 09 May 2013 11:34

naElsie Mojapelo
VANHU vakawanda vanofarira chikafu chine tsvigiri kana kuti shuga asi ikasadyiwa zvine mwero ine matambudziko mazhinji ainogona kukonzera kuutano hwemunhu.
Shuga iri muboka rechikafu chinopa simba chinonzi ma”carbohydrates”.

Read more...
 
Kubika muriwo wekabichi zvine musiyano PDF Print E-mail
Thursday, 09 May 2013 11:31

naKenneth Chikeya
Zvinodiwa:
Poto, kahari kana pani

Read more...
 
Tsuro mudovi mudya ndakasungwa PDF Print E-mail
Friday, 03 May 2013 00:00

naKenneth Chikeya
Zvinodiwa:

Chikari, poto, pani

Read more...
 
Kudya kwakanaka PDF Print E-mail
Friday, 03 May 2013 00:00

naElsie Mojapelo
KANA kuchitaurwa nezvekudya kwakanaka hakusi kutaurwa nezvichikafu chinodhura kwete asi kunenge kuchitaurwa nezvekudya:

  • chikafu chinobva mumapoka ose zvinoita kuti uwane simba, kudzivirira zvirwere nekuvaka muviri.

 

Read more...
 
Kubika nyama yehanga ine dovi PDF Print E-mail
Monday, 29 April 2013 12:37

naKenneth Chikeya

Zvinodiwa:
Chikari, poto kana pani

Read more...
 
Zvekudya zvinokurudzirwa pazvirwere zvevana muchando PDF Print E-mail
Monday, 29 April 2013 12:33

naElsie Mojapelo
VANA vakawanda vanorwara munguva yechando yatava kupinda nezvirwere zvakaita sedzihwa, maronda pahuro kunyangwe kurwadziwa nemudumbu. Izvi zvinonyanya kuvana vanoenda kuchikoro kunova ndiko kunotapuriranwa zvizhinji zvezvirwere izvi.

Read more...
 
Kukamira mwana mukaka waamai PDF Print E-mail
Friday, 19 April 2013 13:06

naElsie Mojapelo
MUKADZI wose anofanirwa kugona kukamira mwana mukaka wemuzamu kuitira nguva yaanogona kutadza kuyamwisa mwana nekuda kwezvikonzero zvakasiyana.
Kusvinira mwana mukaka wemuzamu kunobatsira:

Read more...
 
  • «
  •  Start 
  •  Prev 
  •  1 
  •  2 
  •  3 
  •  4 
  •  5 
  •  6 
  •  7 
  •  8 
  •  9 
  •  10 
  •  Next 
  •  End 
  • »


Page 1 of 123

Polls

Dynamos inopona here mumakwikwi emu Africa Champions League sezvo vakazvambaradzwa muchikamu chapfura?
 

Documentary

Social Networking Links