Sunday, May 19th
Headlines:
feed-image RSS
NGOMA NEHOSHO
Nikki anokoshesa mhuri PDF Print E-mail
Thursday, 16 May 2013 08:18


SVONDO rakapera iri ndaive zvangu pazororo apo ndaitamba nekamwana kangu kekupedzisira kechisikana, tichiteera zvedu chiteshi cheStar FM icho chauya kuipa apo mushamarari Nicola Ndoro aiita zvidavado zvake ari panhepfenyuro.

Read more...
 
Jah Prayzah musango PDF Print E-mail
Thursday, 16 May 2013 00:00

Mubhuku raCharles Mungoshi rinonzi “Waiting for the Rain”, mune mumwe mutambi anonzi Garabha. Garabha mutambi akatsanangurwa zvichibva aita sekuti achabuda mubhuku akati mhoro kumuverengi.

Read more...
 
Pastor Charamba hutu mudenga rechinomwe PDF Print E-mail
Thursday, 09 May 2013 11:26

naShein Kanyumwa
SHASHA inoimba musambo wechitendero, Pastor Charles Charamba, vanoti vari mudenga rechinonwe zvichitevera kupedza kwavakaita zvidzidzo zveBachelor of Music in Jazz paZimbabwe College of Music muHarare uye vane nziyo dzinodarika 300 dzavakanyora idzo dzisati dzatsikiswa.

Read more...
 
Kutenderera semvura yemuchemba PDF Print E-mail
Thursday, 09 May 2013 11:23

naIgnatius Mabasa

NDAKANZI nemumwe munhu, “Pawakanyora nyaya yekutendeuka kwevanhu mumachechi uchiti vanhu vari kufira pakutendeuka wairevei?” Ndaireva zvandaireva, ndaireva kuti kutendeuka kunoreva zvakunoreva. Ndaireva kuti kunamata haisi nyaya yekuwanda kwevanhu muchechi kana kuwanda kwevane mota kana mari dzekupa Mwari.

Read more...
 
Ndidye-ndidye akadya zvimbishi PDF Print E-mail
Friday, 03 May 2013 00:00

Ignatius Mabasa  Imbwa Haihukure Sadza

MUMACHECHI mazhinji, vanhu vave kufira mumawoko evafundisi. Vari kufa pavanotendeuka. Vari kufa panguva yacho yavanofanirwa kunge vachitanga upenyu hutsva muna Jesu.

Read more...
 
Koshesai matarenda emuno: Shamu PDF Print E-mail
Friday, 03 May 2013 00:00

naAbel Ndooka
MAPUROMOTA nevamwe vanoona nezvevaimbi pamwe nevanoita zvemafirimu vanofanira kukoshesawo tarenda rezvizvarwa zveZimbabwe  kwete kungoda kusimudzira matarenda ekune dzimwe nyika.

Read more...
 
Handisi Sean Timba: Machingura PDF Print E-mail
Monday, 29 April 2013 08:56

naBlackmore Mavura
MURIDZI pamwewo nemutsikisi weHeshi Mfeshi Studios, Joe Machingura, anoti haasi ‘Sean Timba’ kana kuti  mupambi wemhanzi yevamwe vanhu sezviri kutaurwa nemuimbi wemusambo wechitendero —  Clive Barangiro — uyo anoti akabirwa mhanzi yake nekambani iyi.

Read more...
 
Muimbi wechidiki akadadisa PDF Print E-mail
Friday, 19 April 2013 08:29

naBlackmore Mavura
CHIMWE chizvarwa cheZimbabwe chakasimudzira mureza wenyika apo chakakunda mukakwikwi ekutsvaga tarenda idzva rekuimba akaitirwa kuNamibia eNamibia Got Talent.

Read more...
 
Kumakuwerere eSunday Mail Bridal Gala . . . PDF Print E-mail
Thursday, 04 April 2013 13:21

naBlackmore Mavura
NDIANI achatsiva Patience Asali pamakwikwi etsvarakadenga dzakapinda musvitsa, e2012 The Sunday Mail Bride of the Year, ayo achatsviriridza kuRainbow 7 Arts nemusi weMugovera uno?

Read more...
 
Handizi muSatanist: Macheso PDF Print E-mail
Friday, 22 March 2013 12:48

naBlackmore Mavura
SHASHA yemusambo wesungura, Alick Macheso, anoti anoshora mamwe mazwi ari kutenderera ekuti masaini kana kuti zviratidzo zvaanoita nezvigunwe pamwewo nemamwe matambiro ake anokurudzira chitendero cheSatanism.

Read more...
 
Ndadzoka zvachose: CC PDF Print E-mail
Thursday, 28 February 2013 10:21

naBlackmore Mavura
TAVONGA Mafundikwa uyo vakawanda vanoziva saCC muchirongwa cheSmall House Saga anoti mushure mekubatwa nekuseri kweruoko kuSouth Africa uko akange aenda kunotsvaga cheuviri adzoka zvachose munyika uyewo

Read more...
 
Sei vakadzi vasingataure makore avo PDF Print E-mail
Thursday, 21 February 2013 12:24

naBlackmore Mavura
KANA paine chinhu chandakaona kumadzimai akawanda ndechekuti havadi kuzivikanwa makore avo ekuberekwa  nezvikonzero zvisina kunyatsojeka uyewo ndakaona izvi apo ndakaita hurukuro

Read more...
 
  • «
  •  Start 
  •  Prev 
  •  1 
  •  2 
  •  3 
  •  4 
  •  5 
  •  6 
  •  7 
  •  8 
  •  9 
  •  10 
  •  Next 
  •  End 
  • »


Page 1 of 81

Polls

Dynamos inopona here mumakwikwi emu Africa Champions League sezvo vakazvambaradzwa muchikamu chapfura?
 

Documentary

Social Networking Links