Saturday, May 25th
Headlines:
feed-image RSS
NHAU DZEMITAMBO
KuSingapore ndiko kwoitwa makwikwi eWTA Championships PDF Print E-mail
Thursday, 09 May 2013 11:00

SINGAPORE yakahwina bvumo yekuitirwa mutambo weWTA Championships kwemakore mashanu kutanga gore rinotevera. Nyika iyi yekuSouth-East Asia yakakunda nyika dzakaita seChina neMexico idzo dzaida kuti mutambo uyu utambirwe kunyika kwadzo.

Read more...
 
Al Zarooni opikisa mutongo PDF Print E-mail
Thursday, 09 May 2013 10:58

NYANZVI yaitirena mabhiza emujaho kuchikwata cheGodolphin, Mahmood Al Zarooni, uyo akamiswa kuita basa iri kwemakore 8 nesangano reBritish Horseracing Authority mushure mekubatwa nemhosva yekushandisa zvinodhaka kumabhiza, opikisa mutongo wakapihwa sangano iri.

Read more...
 
Zim yakahwapura menduru 61 PDF Print E-mail
Thursday, 09 May 2013 10:57

naNyasha Mutena
ZIMBABWE yakatora menduru dzakawanda dzinosvika 61 apo yakakunda dzimwe nyika dzayaikwikwidzana nadzo mumakwikwi achangobva kuitwa muHarare eConfederation of Schools Sport Associations of Southern Africa (COSSASA).

Read more...
 
Ligi resoftball rotsva PDF Print E-mail
Thursday, 09 May 2013 10:55

neMunyori weKwayedza
LIGI remutambo weSoftball riri kutarisirwa kutanga svondo rino muHarare apo zvikwata zvinosvika 12, zvitanhatu zvevanhurume nezvitanhatu zvemadzimai,  zvichange zvichibandana mumutambo wekupemberera kuvamba kweligi.

Read more...
 
KuMash West kwoitwa sarudzo dzemaUnder 17 PDF Print E-mail
Thursday, 09 May 2013 10:53

neMunyori weKwayedza
VATAMBI venhabvu veboka reUnder-17 vekudunhu reMashonaland West vari kutarisirwa kusangana svondo rinotevera musi weMugovera apo pachange pachiitwa mitambo yekutsvaga vanopinda muchikwata ichi.

Read more...
 


Page 5 of 510

Polls

Dynamos inopona here mumakwikwi emu Africa Champions League sezvo vakazvambaradzwa muchikamu chapfura?
 

Documentary

Social Networking Links