|
|
|
Japan yotarisa kuZimbabwe |
|
|
|
|
Friday, 07 June 2013 07:16 |
|
neMunyori weKwayedza MUSANGANO wechishanu weTokyo International Conference on Africa uyo waiitwa kuYokohama, Japan wakapera nemusi weChipiri svondo rino uyewo Zimbabwe iri kutarisirwa
|
|
Read more...
|
|
Isu hatina daka nemunhu — Iran |
|
|
|
|
Friday, 07 June 2013 07:11 |
|
naBlackmore Mavura HUSHAMWARI hwenyika yeIran neZimbabwe hucharamba huchisimbiswa sezvo nyika idzi dziine nhoroondo yakafanana inove yekubatirirwa nenyika dzekumadokero nekuda
|
|
Read more...
|
|
Hunzenza manyanya: Ishe Mapanzure |
|
|
|
|
Friday, 07 June 2013 07:00 |
naKingstone Mapupu ISHE Mapanzure vekuZvishavane vanoti vari kushushikana nekuda kwekuwanda kwevanhu, kunyanya madzimai, vari muwanano avo vari kuita gumbo-mumba gumbo-panze.
|
|
Read more...
|
|
Tave kusvika kwamvura yacheka makumbo |
|
|
|
|
Friday, 31 May 2013 05:54 |
|
CHAPERA, chapera musongorera wehuku. Rupawo rwakaiswa pabumbiro idzva remutemo svondo rakapera nemutungamiri wenyika President Mugabe rwakave
|
|
Read more...
|
|
Thursday, 23 May 2013 09:07 |
|
VAKURU vanoti ukatsvaga makudo mugomo hauashayi. Vanotiwo zvakare, kunyange vamwe vanhu vachifungoti chero vataura, asi kazhinji-zhinji ndekokuti, muromo kapako kokuhwanda nako.
|
|
Read more...
|
|
Bumbiro idzva romutemo riya |
|
|
|
|
Thursday, 16 May 2013 10:05 |
|
Makorokoto, makorokoto, makorokoto! Aya ndiwo makorokoto!
|
|
Read more...
|
|
Hapana chinoshamisira pakunyomba President |
|
|
|
|
Thursday, 09 May 2013 12:24 |
|
KANGOMA karirisi ndiko kaparuki. Pane vamwe vanhu vanotsvaga mbiri, nezvinhu zvisingape mbiri — mbiri yechitsiga. Chinonetsa ndechokuti kana muti watemwa kana kupiswa, chinozongosara chitsiga chete. Vanhu vanenge vongotaura kuti zvamunoona, apa paimbove nezimuti. Hongu raivepo, asi hapasisina, pangove nechitsiga chete.
|
|
Read more...
|
|
Tsviriyo, tsviriyo, tsviriyo kumaelections! |
|
|
|
|
Monday, 29 April 2013 13:08 |
|
MUIMBI womusambo wedzimbo dzamazuva ano aita mukurumbira anonzi Jah Prayzah anetsa nekachangobva kuburwa kanonzi “Tsviriyo”. Zvanzi itsviriyo yemiridzo. Panoridzwa miridzo kana mheterwa, panhu panenge pachifarwa kwete zvokutamba.
|
|
Read more...
|
|
Madzimai muriko here uko? |
|
|
|
|
Friday, 19 April 2013 11:49 |
|
NDIMI vana amai vakabereka, vana amai vakabikira kuti zuva ranhasi ratiri kupemberera makore 33 okuzvitonga kwakatandavara sorunyemba riveko. Aiwaka-a, makaita basa.
|
|
Read more...
|
|
Vange vari mundege yamashangasu? |
|
|
|
|
Friday, 05 April 2013 13:28 |
|
SESHOKO rorufu pane shoko raramba rotenderera pakati pedu. Kudoti chimbomirai kani, mozoti motaura, asi kwete, vave kutenge vanhu vasvikirwa kwazvo. Kutovatusva nokuti vari kuita makwikwi.
|
|
Read more...
|
|
Kutendeuka ngakuve kwechokwadi |
|
|
|
|
Thursday, 28 February 2013 10:49 |
|
MAVE kuenda ku“referendum” musi wa16 Kurume kwamuri kunovhotera bumbiro idzva romutemo. Mamiriro azvo zvinoratidza kuti mapato ose matatu anoti Zanu-PF, MDC-T neMDC-N vanenge vari kukurudzira vatsigiri vavo
|
|
Read more...
|
|
|
|
|
Page 1 of 4 |