|
|
|
Mwana akafa abaiwa nebanga |
|
|
|
|
Friday, 19 April 2013 12:41 |
neMunyori weKwayedza MWANA wekuBinga wemakore matatu okuberekwa anonzi akafa mushure mekuzvibaya nebanga raaiva akabata apo akapunzika. Tsaona iyi yakaitika zuva rodoka musi wa5 Kubvumbi kwaSabhuku Gali, kwaShe Pashu.
|
|
Read more...
|
|
‘Wakadyiswa zvemupitikoti’. . .'Dai wakatsvaga mukadzi akanaka kundidarika kwete ‘chidhukunyende’ |
|
|
|
|
Friday, 19 April 2013 12:39 |
naDaphne Machiri MUKADZI wekutizwa nemurume achinogara neshamwarikadzi akaudza dare kuti murume uyu aive akadyiswa mupfuhwira wakabva mupitikoti.
|
|
Read more...
|
|
Zvidhakwa zvakabirwa zvakakotsira |
|
|
|
|
Friday, 19 April 2013 12:37 |
naMuchaneta Chimuka MBAVHA yekuChitungwiza, yekuita katsika kekubira zvidhakwa ichicheka homwe dzavo, yakazozviruza zvichitevera kutongerwa kwayakaitwa kunodya refovhoro nedare reko. Mutongi wedare reChitungwiza Magistrates’ Courts Nomsa Sabarauta akapa Abisha Katongomara (22) wepanhamba 3644 Unit D, Seke chirango chekugara mujeri kwegore.
|
|
Read more...
|
|
Friday, 19 April 2013 12:33 |
neMunyori weKwayedza MUTAMBO wekutuhwinha waiitwa nevamwe vana vadiki kwaShe Tsengwe, kuChiredzi wakazopera zvisina kunaka apo mumwe wavo akarumwa negarwe akafa. Tsaona iyi yakaitika masikati nemusi wa8 Kubvumbi murwizi Runde, kuChilonga.
|
|
Read more...
|
|
Friday, 19 April 2013 12:28 |
naMuchaneta Chimuka MUKURU wechechi yepositori yeTrue Gospel Apostolic Faith Church kuChitungwiza anonzi akatuma
|
|
Read more...
|
|
Vadzidzisi vanodawo kugara ‘tatata’ |
|
|
|
|
Friday, 19 April 2013 12:26 |
naDaphne Machiri SANGANO rinomirira vadzidzisi reZimbabwe Teachers Association (Zimta) rinoti riri kushushikana zvikuru nematambudzikiro ari kusangana nevarairidzi mubasa ravo ayo anosanganisira kushaya pekugara nezvifambiso.
|
|
Read more...
|
|
Vakuru vezvikoro vakaroveswa pasi |
|
|
|
|
Friday, 19 April 2013 12:12 |
VAKURU vezvikoro vatatu zvekuMasvingo vakadzingwa basa, vamwe vana vachiri kuferefetwa nenyaya dzekusashandisa mari dzechikoro nemazvo. Pane mashoko anoti zvimwe zvikoro zviri mudunhu iri zvinogona kusanganawo netsekwende yehuwori iyi.
|
|
Read more...
|
|
Friday, 19 April 2013 12:10 |
naTicha Danga CHISHONA chedu chinokoshesa mazita nekuti vakuru vairatidza kushora nekurumbidza munhu kubudikidza nezita ravaipa mabasa aainge achiita. Ndiko kusaka vanonyora mabhuku vainzi vana nyanduri nekuti vaioneka vari nyanzvi mukuumba chiitiko namazwi.
|
|
Read more...
|
|
Shasha dzedzidzo dzichapembedzwa |
|
|
|
|
Friday, 19 April 2013 12:04 |
naDaphne Machiri BAZI redzidzo, mitambo netsika rinoti riri mushishi kugadzirira mutambo weHarare Provincial Merit Awards apo pachange pachipihwa mibairo kuvana, vadzidzisi nezvikoro zvakadadisa mubvunzo dzegore rapera.
|
|
Read more...
|
|
Koshesai rusununguko: Gumbo |
|
|
|
|
Friday, 19 April 2013 11:57 |
neMunyori weKwayedza RUSUNUNGUKO rweZimbabwe haruna kuuya zvedambe asi nekudeuka kweropa izvo veruzhinji munyika vanofanira kucherechedza pamwe nekuzvikoshesa. Mashoko aya akataurwa naCde Rugare Gumbo, vanove mukushi wemashoko mubato reZanu-PF, svondo rino apo nyika iri mumhemberero dzezuva rekuwana kuzvitongwa
|
|
Read more...
|
|
‘Zivai kukosha kwerusununguko’ |
|
|
|
|
Friday, 19 April 2013 11:56 |
naShamiso Kufaruwenga VECHIDIKI vemuZimbabwe vanofanira kuziva kukosha kwerusununguko rwenyika nokuti haina kuuya nyore asi kuti pane ropa rakadeuka uye zvaida kuzvipira. Mashoko aya akataurwa svondo rapera nemukuru wesangano reZimbabwe Youth Action Group, VaLawrance Manyezu, kuBuhera uko vaiva mushishi kugadzirira bira
|
|
Read more...
|
|
|
|
|
Page 10 of 146 |