|
|
|
Varoyi voti vanoshandisa ropa sepeturu |
|
|
|
|
Friday, 31 May 2013 08:40 |
|
naKingstone Mapupu VAMWE vanhu vanotaura vanoti nyika ingangodaro yave kusvika kumagumo zvichitevera nyaya dzevanhu vari kubuda pachena vachizviti varoyi vachidura, pasina
|
|
Read more...
|
|
Akapondwa mombe dzadya mumunda |
|
|
|
|
Friday, 31 May 2013 08:35 |
naKingstone Mapupu GAKAVA remombe dzakanga dzadya mumunda memuvakidzani kwaShe Mutasa, kuNyanga rinonzi rakazoita kuti mumwe murume arohwe kusvika pakufa nemukadzi ane
|
|
Read more...
|
|
Mukadzi nemurume bara vari musvo |
|
|
|
|
Friday, 31 May 2013 08:33 |
|
naSimbarashe Chisenwa MUMWE mukadzi akaudza dare kuti iye nemurume wake vakatiza mumba mavo mekurara vari musvo mushure mekunge vapindirwa neshamwarikadzi yemurume wake ichidya
|
|
Read more...
|
|
Ndinorarama nemari yechimbadzo — Zharare |
|
|
|
|
Friday, 31 May 2013 08:28 |
naDaphne Machiri MURUME wekuudza dare kuti haakwanise kubhadhara mendenenzi yaidiwa nemukadzi wake nekuti anorarama nechimbadzo akatongerwa kuti abvise US$75 pamwedzi.
|
|
Read more...
|
|
Akapamba vana veshamwari, ndokuvasakurisa zuva rose |
|
|
|
|
Friday, 31 May 2013 08:24 |
|
naShein Kanyumwa MUDZIMAI wekupamba vana veshamwari yake akanovasakurisa zuva rose achivapedzera shungu dzekurikitwa kwaainge aitwa naamai vavo mugore ra2009 akazomiswa
|
|
Read more...
|
|
‘Dollar for 2 paChi-town’ |
|
|
|
|
Friday, 31 May 2013 07:51 |
|
naNyasha Mutena “HUYA udye mari yako, dhora for 2! Huya unakirwe nemari yako!”
|
|
Read more...
|
|
Friday, 31 May 2013 07:45 |
Malven Mugadzikwa MURUME wekuchaya mapoto kwemakore matatu akazopotera kudare achiti haachada zvekugara kumukadzi uyu sezvo akange ava kugara achimurikita.
|
|
Read more...
|
|
Nyanduri wechidiki otsvaga rubatsiro |
|
|
|
|
Friday, 31 May 2013 07:11 |
|
naNyasha Mutena NYANDURI wechidiki uyo ari kuratidza kuti inyanzvi mukunyora nhetembo ari kutsvaga rubatsiro kuti aenderere mberi nechikoro pamwe chete nekuvandudza nhetembo dzake.
|
|
Read more...
|
|
Chikomba chakazviitira nekutya muwadhiropu |
|
|
|
|
Friday, 31 May 2013 06:19 |
naKingstone Mapupu KUNE vakambonzwa kambo kaDavid Mabvuramiti kanonzi “Chikomba Muwadhiropu” vanogona
|
|
Read more...
|
|
Friday, 31 May 2013 06:12 |
|
naMemory Mangombe RUME rimwe harikombe churu, vanodaro vamwe vatauri. Zvichireva kuti kana riri basa, rinofambika kana vanhu vachibatsirana.
|
|
Read more...
|
|
President vakaenda kuJapan |
|
|
|
|
Friday, 31 May 2013 06:00 |
neMunyori weKwayedza MUTUNGAMIRIRI wenyika neHurumende vari zvakare mukuru wemauto, President Mugabe nemusi weChipiri svondo rino vakasimuka vakananga kunyika yeJapan uko
|
|
Read more...
|
|
|
|
|
Page 4 of 150 |