|
|
|
Monday, 29 April 2013 13:19 |
naSimbarashe Chisenwa MUIMBI ane mukurumbira, Rockford “Roki” Josphats (27) akamiswa mudare reHarare Civil Court nemusi weChitatu chino nemumwe mudzimai nenyaya yemendenenzi. Roki akamhan’arirwa kudare naJuliana Ngombi uyo ari kuda kuti abvise mari yemendenenzi yekuchengeta mwana wake, Sibusiso (4).
|
|
Read more...
|
|
Kuchengetedza mazino kworuma. . . ‘Isu atidi nyika ine vanhu vasina meno’ |
|
|
|
|
Monday, 29 April 2013 13:17 |
naMuchaneta Chimuka KUDHURA kwemichina nemishonga inoshandiswa mukurapwa kwevarwere vemazino kuri kuita kuti vanhu vakawanda munyika varasikirwe nemazino sezvo dambudziko ravo richizoonekwa ratodzika midzi.
|
|
Read more...
|
|
Monday, 29 April 2013 08:58 |
|
Wati wambozviitawo here kuti unobuda mumba mako mangwanani uchiti uri kuenda kubasa, asi usati wambosvika pagedhi wobva wangonzwa kuti pane chawakanganwa. Iyi haisi nyaya yekuti nezuro wakadhakwa pfungwa dzikapfurunuka semba yehuswa yepadongo. Unotarisa homwe dzako nekuvhura chikwama chako, woona zvese zvaungangodaro
|
|
Read more...
|
|
Vatambi vodamburana mumutambo weTennis ku kuMarrakech |
|
|
|
|
Monday, 29 April 2013 08:00 |
KIKI Bertens akabudirira kufambira mberi mumutambo weGrand Prix SAR La Princesse Lalla Meryem kuMarrakech zvichitevera kukunda kwaakaita Timea Babos. Mutambi ari panhamba yechishanu mumutambo uyu akarakashwa mumaset ese 7-5 6-2 Bertens ndokubudirira kuenderera mberi.
|
|
Read more...
|
|
Mhuri yopera kupenga. . . Vamwe vakatofa . . .Baba vakazvisungirira muna1983 |
|
|
|
|
Friday, 19 April 2013 13:14 |
naKingstone Mapupu naRegis Chikwekwe MATAMBUDZIKO anouya nepakasiyana chokwadi!
|
|
Read more...
|
|
‘Vechidiki zvibatei’. . .Ngatizivei kuronga ramangwana . . . |
|
|
|
|
Friday, 19 April 2013 13:11 |
naSimbarashe Chisenwa ISHE Chikwaka vekwaMurehwa, VaWitness Bungu, vanoti vari kushungurudzikana zvikuru nekurasa kuri kuitwa tsika dzechivanhu nevamwe vechidiki pamwe chete nevakuru. Vachitaura svondo rapera paGosha Primary School kudunhu ravo pakuparurwa kwechirongwa cheSupport Unit Service Charter Re-Launch, Ishe Chikwaka vakati vechidiki vanofanira
|
|
Read more...
|
|
Friday, 19 April 2013 13:01 |
naMalven Mugadzikwa MUMWE mukadzi anonzi akatiza murume wake achimusiya nemwanasikana ane makore maviri okuberekwa nechikonzero chekuti mwana uyu akaremara mimwe mitezo. Charles Nyakunyanda akamhan’angarira Chiwoniso Mutabvu kudare reHarare Civil Court achida kuti mudzimai wake achengete mwana uyu sezvo achiri mudiki.
|
|
Read more...
|
|
MAONERO EDU:Ngaticheukei shure kwatakabva |
|
|
|
|
Friday, 19 April 2013 12:59 |
ZVIZVARWA zveZimbabwe zviri kubatana musi weChina chino (18 Kubvumbi) kupemberera makore 33 nyika yawana kuzvitonga kuzere. Aiwa tinoti makorokoto Madzimbabwe, kwakabviwa kure.
|
|
Read more...
|
|
Anonyika magumbeze mumvura pakunorara |
|
|
|
|
Friday, 19 April 2013 12:58 |
naNyasha Mutena MURUME wekukaurisa mudzimai wake nekunyika magumbeze ose mumvura panguva yokurara akazotongerwa kuvharirwa mutirongo kwechinguva mushure mekuzvidza dare. Adeline Mrewa akange apotera kudare reHarare Civil Court achitsvaga dziviriro kubva kuna Yanai Chimhanda uyo waanoti aimupfuvisa.
|
|
Read more...
|
|
Akapwanya gonhi arasiswa nemukadzi |
|
|
|
|
Friday, 19 April 2013 12:57 |
naShein Kanyumwa MURUME wekuMutawatawa akabatwa nemhosva yekupwanya gonhi repane imwe ‘lodge’ achitevera shamwarikadzi yake, iyo yakange yamurasisa, ndokutongerwa kugara mwedzi miviri mujeri.
|
|
Read more...
|
|
Varoyi nemaSatani: Mutsauko uri papi? |
|
|
|
|
Friday, 19 April 2013 12:45 |
naKingstone Mapupu MAZUVA ano kune nyaya dziri kutsviriridza dzemasaramusi kana kuti mashura idzo vamwe vari kuti zvishamiso.
|
|
Read more...
|
|
|
|
|
Page 7 of 144 |