|
|
|
Thursday, 22 March 2012 09:28 |
|
neMunyori weKwayedza MUIMBI wemusambo weR‘n’B, Cynthia Mare, oti ave kushanda neCancer Association of Zimbabwe mukuparadzira chenjedzo pamwe nekurwisa chirwere chegomarara.
|
|
Read more...
|
|
Macheso omhanya neMuddy Face |
|
|
|
|
Thursday, 22 March 2012 09:27 |
naShein Kanyumwa ALICK Macheso anoti pari zvino ava kuda kumbosimudzira chikwata cheMuddy Face icho chaitungamirirwa nemuchakabvu, Cephas Mashakada, sezvo Tryson Chimbetu ava kukwanisa kuzvimirira ega pamashoo ake.
|
|
Read more...
|
|
Matshasi akabura dambarefu idzva |
|
|
|
|
Thursday, 22 March 2012 09:26 |
naAbel Ndooka SHASHA yenziyo dzerudo nedzechitendero — Daniel Calvin Matshasi uyo ari kushandira kuSouth Africa — akadzoka kumusha kuzoparura dambarefu rake idzva rechishanu iro raakabura.
|
|
Read more...
|
|
Kutorerana vaimbi kwakaipa: Muronzi |
|
|
|
|
Friday, 16 March 2012 10:09 |
|
neMunyori weKwayedza TAKESURE Muronzi okurudzira vaimbi kuti vashande pamwe chete uye anoshoropodza zvikuru nyaya yekutorerana vashandi achiti zvinoita kuti basa
|
|
Read more...
|
|
Vaimbi vorangarira gavhuna Karimanzira |
|
|
|
|
Friday, 16 March 2012 10:06 |
naShein Kanyumwa VAIMBI vanodarika 25 vachaita shoo yekurangarira vaive gavhuna weHarare Province, muchakabvu Cde David Karimanzira, avo vakashaya gore rapera.
|
|
Read more...
|
|
Mbiri yaJames Chimombe yosimudzirwa |
|
|
|
|
Thursday, 08 March 2012 10:05 |
|
naAbel Ndooka LINCOLN Chimombe uyo anove mwana wemunin’ina wemushakabvu, James Chimombe, akatsiidza kuti mhanzi yababamukuru vake haimbofa yakaparara nekuti iye ari kuisimudzira.
|
|
Read more...
|
|
Handioni chakaipa kuridza zvechitendero pamafaro: Maponga |
|
|
|
|
Thursday, 08 March 2012 10:02 |
neMunyori weKwayedza MUIMBI wemhanzi yechitendero yakarerekera kusungura — Taurai Maponga — anoti hapana chakaipa kuona vaimbi vakaita saiye vachiridzira munzvimbo dzisiri machechi.
|
|
Read more...
|
|
Ma‘gala’ obatsira vachiri kusimuka |
|
|
|
|
Thursday, 08 March 2012 10:00 |
neMunyori weKwayedza VAIMBI vachiri kusimuka vakatenda Hurumende nekuita kwairi kuita magala akasiyana-siyana munyika, vachiti izvi zvinovavhurirawo mikana yekuonekwa nevanhu vakawanda pamwe nekusimudzira mabasa avo.
|
|
Read more...
|
|
Thursday, 01 March 2012 07:16 |
neMunyori weKwayedza HAKUDANWI anonzwa neMugovera svondo rino kuChipinge paChipinge Primary School
|
|
Read more...
|
|
Thursday, 01 March 2012 07:14 |
naAbel Ndooka SHASHA yemusambo wepantsula, Shepherd Unodziyo uyo anonyanya kuzikanwa saTaso, odzoka zvakare mudariro nedambarefu rake rechi10 rinonzi Wakanga Wanzwei iro riri pamusoro pekusimudzira nyika yeZimbabwe.
|
|
Read more...
|
|
‘Ticharamba tichisimudzira mhanzi yaMafika |
|
|
|
|
Thursday, 01 March 2012 07:13 |
|
neMunyori weKwayedza MHURI yekwaMafika kupfurikidza nevakomana vechidiki vanozivikanwa nekuti Mobfiggaz munyaya dzekuimba vakatsiidza kuramba vachisimudzira mhanzi yemushakabvu, Taku Mafika.
|
|
Read more...
|
|
|
|
|
Page 8 of 81 |