|
Friday, 05 April 2013 13:43 |
|
BABA kana amai vakangwarira vanoti vana mwedzi wopera vanogara pasi vonyora mashandisiro avachaita mari yavo kupera kwemwedzi (budget). Kana voenda zvakadaro kunotenga vanonyora zvakare zvavanoda kutenga (list) vachizvironga nekukosha kwazvo kwavari. Izvi vanoita kuti vasatenga zvinhu zvavazongoona ipapo (impulse buying)
|
|
Read more...
|
|
|
Chirombo anofukunura nyanga dzaChauruka |
|
|
|
|
Thursday, 28 February 2013 11:04 |
naTicha Tichaziva CHITSAUKO 3 (Nyaya yacho: Enderero mberi) CHIROMBO anoudza vachengeti kuti vamutakure ivo ndokuita zvavaudzwa. Chirombo ndokusara
|
|
Read more...
|
|
Thursday, 31 January 2013 10:30 |
naMuchaneta Chimuka HURUMENDE inokurudzirwa kuisa zvisungo nezvirongwa zvinotsigira kudzidziswa kwemitauro yemuno muzvikoro. Vachitaura svondo rapera pakupihwa mibairo kuvana vakakunda mumakwikwi enhetembo,
|
|
Read more...
|
|
Thursday, 31 January 2013 10:24 |
naTicha Danga DANHO rino rotoenda tinenge tabika vana dzava ngangara, nyanzvi chaidzo dzekuverenga kana kunyora zvirevo zvinonyerekedza pfungwa. Nhambarakisheni tinenge takazora pose patinenge
|
|
Read more...
|
|
Thursday, 24 January 2013 11:23 |
naTicha Tichaziva CHITSAUKO 1 (Ongororo) KUDIMIKIRA kunoitwa papeji yokutanga kunoita kuti tione udzamu hweshungu dzaVaPfupajena. Vanotanga nekuyeuchidza vana vavo nezvekuti kana shato ikafa inosiya nzvenzvana.
|
|
Read more...
|
|
"Ipai vana mabhuku vaverenge" |
|
|
|
|
Thursday, 01 November 2012 08:53 |
|
neMunyori weKwayedza MABHUKU ekuverenga 15 miriyoni epuraimari ne7 miriyoni esekondari ayo akapihwa neHurumende kuzvikoro zvakatekeshera nenyika
|
|
Read more...
|
|
Endererai mberi nedzidzo: Sadza |
|
|
|
|
Thursday, 01 November 2012 08:40 |
|
neMunyori weKwayedza VADZIDZI 507 kubva paWomen’s University in Africa, kusanganisira 18 vekunyika dzekunze, vakapemberera kupedza zvidzidzo zvavo
|
|
Read more...
|
|
Zvikoro ‘zvomhanya’ neKwayedza |
|
|
|
|
Friday, 26 October 2012 16:01 |
|
naNyasha Mutena VADZIDZISI vakatendwa zvikuru nekuzvipira kwavo mubasa ravo, zvisinei nematambudziko avari kusangana nawo pakudzidzisa vana ayo anosanganisira kushomeka kwezvekushandisa pamwe chete nemari yemuhoro.
|
|
Read more...
|
|
Muchikoro chikwapuro asi . . . |
|
|
|
|
Friday, 26 October 2012 15:27 |
|
naMemory Mangombe CHIREVO chinoti, “Mapudzi anowira kusina hari” chinogona kuzadzikiswa neupenyu hwemumwe mwana wekuGlen View,
|
|
Read more...
|
|
Rugare Primary School yakapihwa makombiyuta |
|
|
|
|
Friday, 26 October 2012 15:19 |
|
neMunyori weKwayedza KAMBANI yeRank Wholesalers svondo rapera yakapa makombiyuta gumi kuchikoro cheRugare Primary School, icho chiri muHarare
|
|
Read more...
|
|
BEAM ngaibatsire vana vanokodzera |
|
|
|
|
Thursday, 06 September 2012 08:03 |
|
neMunyori weKwayedza CHIRONGWA cheBasic Education Assistance Modue (BEAM) icho chinobatsira vana vanoshaya kuburikidza nekuvabhadharira
|
|
Read more...
|
|
Vana vanoshaya voda US$550 000 |
|
|
|
|
Thursday, 26 July 2012 09:57 |
|
naTandayi Motsi BAZI rehurumende rinoona nezvekubatsirwa kweveruzhinji
|
|
Read more...
|
|
|
|
|
Page 5 of 12 |