Makwikwi eAfrican Woman of the Year

01 Jan, 2016 - 00:01 0 Views
Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Kwayedza

VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwine mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza African Woman of the year.

Tumirai mifananidzo yenyu makapfeka mbatya dzezvipfeko zvemuAfrica (African attire) kuKwayedza, bepanhau revanhu, kuti muve nemukana wekuhwina mibairo inosanaganisira zvitofu, mazakwatira emari pamwe chete nemachira ekusonesa zvimwe zvipfeko. Mifananidzo iyi ngaiperekedzwe nefomu rinenge rachekwa kubva muKwayedza.

Musakanganwe kupedzisa mutsara uri pafomu iri uye kuisa zita renyu, nhamba dzepamunogara pamwe chete nedzenhare. Zvakawanda nezvemakwikwi aya onai sekushambidzwa kwazvakaitwa pazasi. Mifananidzo inotumirwa ichaburutswa muKwayedza svondo rega-rega dakara tasvika pakuhwinwa kwemibairo gore rino.

Madzimai pindai mumakwikwi aya muhwine!

Share This:

Sponsored Links