Makwikwi eAfrican Woman of the Year

17 Jun, 2016 - 00:06 0 Views
Makwikwi eAfrican Woman of the Year Varaidzo Matevesi, Harare

Kwayedza

Maria Tsitsi Rice, Harare

Maria Tsitsi Rice, Harare

VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza African Woman of the Year. Tumirai mifananidzo yenyu makapfeka mbatya dzezvipfeko zvemuAfrica (African attire) kuKwayedza, bepanhau revanhu, kuti muve nemukana wekuhwinha mibairo inosanganisira zvitofu, mazakwatira emaripamwe chete nemachira ekusonesa zvimwe zvipfeko. Mifananidzo iyi ngaiperekedzwe nefomu rinenge rachekwa kubva muKwayedza.

Musakanganwe kupedzisa mutsara uri pafomu iri uye kuisa zita renyu, nhamba dzepamunogara pamwe chete nedzenhare. Zvakawanda nezvemakwikwi aya onai sekushambadzwa kwazvakaitwa pazasi. Mifananidzo inotumirwa ichaburitswa muKwayedza svondo rega-rega dakara tasvika pakuhwinwa kwemibairo gore rino.

Varaidzo Matevesi, Harare

Varaidzo Matevesi, Harare

Madzimai pindai mumakwikwi aya muhwine!

 

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey