Makwikwi eAfrican Woman of the Year

30 Sep, 2016 - 00:09 0 Views
Makwikwi eAfrican Woman of the Year Cynthia Chikanyairo, Norton

Kwayedza

VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza African Woman of the Year.Tumirai mifananidzo yenyu makapfeka mbatya dzezvipfeko zvemuAfrica (African attire) kuKwayedza,

Tsungai Chingubu, Harare

Tsungai Chingubu, Harare

bepanhau revanhu, kuti muve nemukana wekuhwinha mibairo inosanganisira zvitofu, mazakwatira emari pamwe chete nemachira ekusonesa zvimwe zvipfeko. Mifananidzo iyi ngaiperekedzwe nefomu rinengerachekwa kubva muKwayedza.

Cynthia Chikanyairo, Norton

Cynthia Chikanyairo, Norton

Musakanganwe kupedzisa mutsara uri pafomu iri uye kuisa zita renyu, nhamba dzepamunogara pamwe chete nedzenhare. Zvakawanda nezvemakwikwi aya onai sekushambadzwa kwazvakaitwa pazasi.

Peginess Zvikonyaukwa, Kariba

Peginess Zvikonyaukwa, Kariba

Mifananidzo inotumirwa ichaburitswa muKwayedza svondo rega-rega dakara tasvika pakuhwinwa kwemibairo gore rino.

Madzimai pindai mumakwikwi aya muhwine!

 

Share This:

Sponsored Links