– Mutupo – Shava Mhizha

29 Apr, 2016 - 00:04 0 Views

Kwayedza

Maita Mhizha

Zvaitwa Nhuka.

Maita Mukonde wangu yuyu,

Vamangurirambezhu vava,

Vasingabati mbezhu neshangwa.

Maita Mhizha yangu yiyi,

Mupaya, waMabweadziva,

Vakadzivira Dzimbabwe kwaMwari.

Maita vari Bvumbura,

Aiwa zvaonekwa Shava yangu yiyi.

  • A C Hodza (mushakabvu): Department of African Languages – University of Zimbabwe.

Share This:

Sponsored Links