Uncategorized

NDIRI murume ane makore 50

05 Sep, 2014 - 09:09 0 Views

Kwayedza

NDIRI murume ane makore 50 ndinotsvakawo mudzimai musvinu, akanaka pachimiro uye ari pachokwadi ane makore 38 zvichidzika. Handishandi asi ndine imba muHarare ndinogara ndega pamwe nemaroja. Andifarira fona kana kutumira sms pa0738 517 967, ndanzwa nematsotsi.
*******
Ndiri murume ane makore 30 ndinotsvagawo mukadzi wekushamwaridzana naye ane makore 25 kusvika 30. Nhare dzangu idzi 0717 141 510,   ndatenda.
*******
Ndiri mukadzi ane makore 24 okuberekwa nemwana mumwe ndinoda murume ane makore 35 zvichidzika anoshanda. Fonai pa0736 972 402 kana sms asi call me back kwete.
*******
Ndiri mukomana ane makore 22 ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 – 21 akavimbika, anotya Mwari. Vanoda ndibatei pa0776 363 645.
*******
Ndiri kutsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 30 ari pachokwadi. Ini ndine makore 22, ndibatei pa0717 393 586.
*******
Ndiri mukadzi ane makore 46 nevana ndinodawo murume ari pachokwadi kwete zvekutamba ane makore 46 kusvika 55. Ndakambosangana nematsotsi uye handidi vana vaduku. Anoshanda anoda ngaandibate pa0733 878 746.
*******
Ndiri murume ane makore 31 ekuberekwa ndinoda shamwarikadzi yekurora ine makore 25 kana 30. Ndiri HIV negative uye ndinoshanda. Vanondida ndibatei pa0773 495 954 kana paWhatsApp.
*******
Ndiri mukomana ane makore 27 ndinoda musikana ane makore 22-25 akavimbika asina chirwere. Vanoda ndibatei pa0739 781 585.
*******
Ndiri murume ane makore 37 ndinotsvagawo mukadzi wekushamwaridzana naye anoshanda ane makore kubva 30 kusvika 39. Ndinobatika pa0716 091 003
*******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 43 ndiri kutsvagawo murume wekushamwaridzana naye. Nhamba dzangu 0773 815 997.
*******
Ini ndiri mudzimai ane makore 36 nevana 2 ndiri kutsvaga murume anoda zvemba ari HIV negative. Ndinoshanda mumba, vanoda ndibatei pa0774 914 733.
*******
Makadii veKwayedza? Ndanzwa nekutumira shambadzo yangu asi handisati ndaona mhinduro. Ndiri mukadzi ane makore 34 nevana 2, ndiri negative uye ndiri kutsvagawo murume anoda kuroora. Nhare dzangu 0778 585 177.
*******
Ndiri mujaya ane makore 21 ndiri kutsvakawo munhukadzi ane makore 23 zvichidzika. Vanoda ndibatei pa0717 366 221, sms kwete ndapota hangu.
*******
Ndiri mudzimai ane makore 29 nevana vaviri ndinotsvakawo murume ane vanawo akafirwa, HIV negative uye ari mushandi weHurumende. Anoda nhare dzangu idzi 0715 553 513.
*******
Makadii? Ndiri mukadzi wemakore 37 nevana 2 ndinotsvagawo murume ane makore 40 – 45 asiri murume wemunhu, anoenda kubasa uye anoziva Mwari. Ari pachokwadi anoda anondibata pa0782 470 593 asi macall back kwete.
*******
Ndiri murume ane makore 35 ndinotsvaga mukadzi wekuroora ane makore 23-30 ari positive seni asati ave kurwara. Anogeza ngaandibate pa0717 339 901.
*******
Ndiri musikana ane makore 22 ndakazvarwa ndiri HIV+ asi handiratidzike sendinorwara, handina kubvira ndakaroorwa. Ndinotsvagawo mukomana ave kuda kuroora ane makore 21-30 anoshanda, chero ane mwana. Ndibatei pa0776 989 679.
*******
Ndiri kuda mhandara ine makore ari pasi 20 iri positive. Ini ndine makore 23, vanoda ndibatei pa0783 934 884.
*******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 24 ndinotsvagawo musikana ane makore 21 – 26. Ndibatei pa0716 420 555.
*******
Ndiri murume ane makore 39 nevana vatatu, ndiri HIV positive uye ndiri murairidzi.Ndinoda mukadzi murairidzi, mukoti kana ari muHurumende ari wekuMasvingo ari positive. Nhamba dzangu idzi 0713 728 429 zvese neWhatsApp.
*******
Ndinodawo musikana ane makore anotangira pa18 – 20 akanaka, mutsvuku uye achiri mhandara. Anotya Mwari ngaandibate pa0775 953 685.
*******
Ndiri musikana ane makore 28, ndinodawo mukomana kwete murume mukuru ane zvaanoita achifarira kudzidza. Nhamba dzangu 0737 811 684.
*******
Ndiri mukadzi ane makore 34 nevana 2, ndinoshanda uye ndiri kutsvaka murume anodawo kundiroora anoshanda aine kumusha ane makore 40. Ndiri HIV positive, asi hazvioneki saka ndinodawo ari HIV anogeza. Anoda nezvangu ngaandibate pa0716 493 618.
*******
Ini ndine makore 29 nevana 3 ndinodawo murume ane vana 3 akamboroora ave kuziva nhamo, asingashushi uye ane zvinhu zvake. Ane utano anoda nezvangu ngaandibate pa0776 045 474.
*******
Ndiri mukomana ane makore 24 ndiri kutsvaga musikana wekuroora. Anoda ngaandibate pa0772 494 404, ndinoshanda.
*******
Ndiri mukadzi ane makore 39 nemwana 1, ndiri HIV+ uye ndinodawo murume ari HIV+ ane makore ari pasi pe45 achigara pedyo neHarare. Munofona pa0717 092 684.
*******
Ndiri musikana ane makore 20, handina kumboroorwa uye ndinotsvagawo mukomana ane makore 22 kusvika 30. Munondibata pa0778 167 196.
*******
Ndiri musikana ane makore 14 ndiri kutsvagawo shamwari (penpals) dzechisikana, vakasununguka ngavatumire sms pa0771 639 157.
*******
Makadii zvenyu? Ini ndiri mukomana ane makore 20 ndinotsvagawo musikana ane makore anotangira pa19 zvichidzika ari pachokwadi. Anoda nezvangu ngaandibate pa0782 130 458 kana paWhatsApp.
*******
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 30 ndinotsvakawo mukadzi wekuwadzana naye ane makore ari pakati pe22-26, akavimbika anoda zvemba ari HIV positive. Anogara muHarare kana kwaMutare anoda ngaandibate pa0739 617 309.
*******
Ndiri mudzimai ane makore 44 ekuberekwa ndiri positive, ndinopinda chechi yemasowe uye ndiri kutsvagawo murume anoshanda wekuroorwa naye. Ndanzwa nekusangana nematsotsi, nhamba dzangu  0713 346 094.
*******
Ndiri mukadzi ane makore 34 ndiri HIV positive saka ndinodawo murume ari positive. Nhamba dzangu 0771 325 024.
*******
Ndiri mudzimai ane makore 32 ndinotsvagawo murume ane makore 34 ave kuda zvemba,  akarongeka, ane rudo anoshanda uye achigara muHarare. Fonai pa0776 899 937.
*******
Chiregedzai kufona panhamba dzinoti 0775 300 010 nekuti zvangu zvakaita, takatoenda kwatete.
*******
Makadiiko veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 48 ndinoenda kubasa uye ndiri kutsvaka murume ane makore 50 kusvika 60 anogona kutsvaka mari, anotya Mwari. Vakaroora musafone zvenyu, call me back nekubhipa kwete. Ndinoda munhu ari kuda zvekuwana, vanoda ndibatei panhamba dzinoti 0716 608 662.
*******
Ndiri musikana ane makore 26 ekuberekwa ndiri hiv positive asi ndakazvichengetedza.handina mwana ndoshandira kuNamibia.ndiri kutsvagawo murume anoda kund
*******
Ndiri mudzimai ane makore 30 nevana 2 ndinotsvagawo murume anoda zvekuroora asina utachiona. Andifarira ngaandibate pa0734 016 430.
*******
Ndiri musikana ane makore 18 ndinodawo mukomana ane makore 22 – 26 anoda kuti tironge ramangwana redu tozoroorana. Vanoda ndibatei kana kutumira sms pa0771 742 830.
*******
Ndiri murume ane makore 31 ndinoda mukadzi ane makore 25 – 30 ane mwana mumwe, ndiri HIV negative. Ndinoshanda, anoda ngaandibate pa0773 495 954.
*******
Makadini veKwayedza? Ini ndiri mudzimai ane makore 28 ndinotsvagawo murume ane makore 40 kusvika 45 ari HIV positive seni. Nhare dzangu 0783 308 188.
*******
Ndiri murume ane makore makumi matatu nemashanu ekuberekwa anotsvaga mukadzi wekuroora ane makore ari pakati pe22 -29. Anoda anondibata pa0773 184 479 kana paWhatsApp.
*******
Ini ndiri murume ane makore 40 ekuberekwa nevana 4 ndiri kutsvaga mudzimai wekuroora ane vana 2 ari pachokwadi, ane makore 30 kusvika 36  akazvipira kunoongororwa ropa. Vanobhipa kwete, vanoda ndibatei paWhatsApp nhamba dzinoti 0773 214 194.
*******
Ndiri mukadzi ane makore 39 nevana 4 uye ndiri kutsvagawo murume ane makore 40 kusvika 45 wekushamwaridzana naye. Anenge ari pachokwadi nhamba dzangi idzi 0773 281 483, zvakawanda tozotaura!
*******

Share This:

Sponsored Links