Kwayedza
 MUSORONHAUMITAMBODZEKURIMAMAONERO EDUNGOMATSAMBA DZENYU 
Kwayedza Kwayedza

Thursday, September 02, 2010

 
 TSAMBA DZENYU

KwayedzaMake this your home page

Harare yafanana nemuroyi
MUPEPETI — Ndiri kunyunyuta zvikuru nezviri kuitwa nekanzuru yeHarare apo iri kunzi iri kudira tsvina yesuwaji munzizi dzinotorwa mvura inonwiwa nevanhu.

Ndinotsvaga magwaro aGutsa
MUPEPETI — Ndingafare zvikuru kana mukaburitsa tsamba yangu mupepanhau renyu.

Runyoka runobata pakondomu?
MUPEPETI — Kwayedza iri kunakidza zvikuru asi ndine mubvunzo mumwe chete wokuti "Ko runyoka rwunobata pakondomu here?" Ndingafare kwazvo kana tsamba yangu yakaburitswa mupepanhau.

Havazi vose vafundisi kwavo
MUPEPETI — Nyaya yakabuda mupepanhau renyu svondo rapfuura yaiva pamusoro pemufundisi anonzi akabatwa aine mudzimai wemunhu inoshoresa zvikuru vanhu vari mumakereke kunyanya vafundisi.

 
Kwayedza

Archives

 
Kwayedza

Advertising Rates

 
Kwayedza

Classifieds

 
Kwayedza

Herald

   

Advanced Search

 
 MUSORONHAUMITAMBODZEKURIMAMAONERO EDUNGOMATSAMBA DZENYU