TISHAMWARIDZANE

06 Mar, 2015 - 00:03 0 Views
TISHAMWARIDZANE TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye.

Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.

NDINE makore 29 uye ndinotsvagawo mukomana wekushamwaridzana naye ane makore 30 kusvika 35. Anenge andifarira anondibata pa264 815 595 053.
*******
Ndiri mukomana ane makore 27 ekuberekwa ndinotsvagawo musikana kana mukadzi ane mwana 1 wekuroora ari pachokwadi. Ane twunhu twake wemuHarare ngaandibate pa0774 223 229.
*******
Ndine makore 34, ndinoita basa remawoko uye ndinodawo mudzimai anoda zvemba ane makore 27 zvichidzika. Ndinogara muHarare anondidawo ngaandibate pa0776 134 568 asi pfambi kwete.
*******
Ndiri murume ane makore 35 ndinotsvaga mukadzi wekuroora ane makore 30 zvichidzika. Nhamba dzangu 0717 475 787.
*******
Ndiri mukadzi ane makore 38 nevana vaviri ndinodawo murume anoda kuroora. Ndinozvishandira, nhamba dzangu idzi 0737 580 283.
*******
Makadii? Ini ndiri mukadzi ane makore 25 ndinotsvakawo murume anondiroora ane makore 26 kusvika 40 ari HIV positive. Matsotsi nevarume vevanhu musafone zvenyu. Nhare yangu 0715 944 266.
*******
Makadini? Ndiri murume ane makore 38 nemwana mumwe. Ndiri kutsvaga mudzimai wekuroora ane makore 32 – 40 mupfupi ari mutete. Ini ndiri mutsvuku uye ndiri murefu. Nhamba dzangu idzi 0713 945 584 asi ndinoda masms chete.
*******
Ndiri murume ane makore 31 nevana vaviri. Ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ari pachokwadi ane makore 20 kusvika 26. Nhamba dzangu dzinoti 0733 621 194.
*******
Ndiri mukomana ane makore 25, ndinoshandira muchiuto uye ndinotsvagawo musikana wekuroora anoda zvemba neni. Ndibatei pa0713 841 267.
*******
Ndiri mudzimai ane makore 33 nevana 2, ndakashaikirwa nemurume uye ndinotsvagawo murume akavimbika akazvipira kuongororwa ropa. Nhamba dzangu 0713 924 402.
*******
Ndiri mukadzi ane makore 21 nemwana 1, HIV positive uye ndinodawo murume anondiroora ari positive ane makore 36 – 42. Ngaave akatsvinda, anoshanda nekuti ini handishande. Ndoda mutsvuku kana mushava asi matsotsi kwete. Andifarira nhamba dzangu idzi 0783 719 049 asi call me back kwete.
*******
Ini ndiri mukomana ane makore 21 handina chirwere, ndinodawo musikana ane makore 18. Anondibata pa0771 584 707.
*******
Makadii? Ndinokumbirawo vachiri kufona pa0777 225 322 vachirega zvavo nekuti zvangu zvakaita.
*******
Makadini zvenyu? Ndiri murume ane makore 24 ndinoshanda muHurumende uye ndinotsvaka musikana kana mukadzi ane mwana sezvo ini ndine mwana mumwe. Vanondida ngavandibate paWhatsApp pa0772 750 226. Ndinoda asina chirwere akazvipira kunoongoororwa ropa.
*******
Ndiri mukomana ane makore 24 ndiri kutsvaga musikana ane makore 18 kusvika 22 ave kuda zvemba. Anondibata pa0779 695 482.
*******
Ndiri mukomana ane makore 22 ndiri kutsvagawo musikana anodawo zvekuroorwa ane makore ari pasi pe20. Ngaave ari pachokwadi nekuti ndanzwa nekunyorera kuchirongwa chino. Ndiri HIV negative, nhamba dzangu 0777 115 871.
*******
Ndiri mukomana ane makore 31 ndiri kutsvaga musikana wekuroora ane makore 19 kusvika 26 asina chirwere. Ngaave anofarirawo zvekumusha, akanaka. Handishandi, anoda anondibata paWhatsApp pa0779 468 552. Vakadzi vevanhu musanditambisirewo nguva ndapota hangu.
*******
Ndine makore 30 nevana 2, HIV positive uye ndinodawo murume ane makore 40 zvichikwira ari positive. Nhamba dzangu 0775 551 143.
*******
Ndiri murume ane makore 23 ndinodawo mukadzi ane makore 24 zvichidzika. Handina utachiona hweHIV, nhare yangu 0771 939 723.
*******
Ini ndiri murume ane makore 30 nemwana 1 ndinotsvagawo mukadzi anoda kuvaka musha ane makore 20 kusvika 26 chero ane mwana 1. Andifarirawo ngaandifonere pa0715 033 876.
*******
Ndiri mukadzi ane makore 44, ndinotsvagawo shamwarirume yakavimbika, ine rudo, inogeza nekuti ini pangu ndinomboedza. Ndine chimiro chakanaka uye ndinogara kuNyanga. Andifarira ngaandibate pa0776 908 120.
*******
Ndiri mukadzi ane makore 30 nevana 2, ndinotsvagawo murume. Nhamba dzangu idzi 0775 551 143.
*******
Ndiri mudzimai ane makore 27 nevana 4 , ndiri kutsvagawo murume ane vana vakewo asi vangu handigari navo. Ndinoda anoshanda chero basa zvaro asi kwete varume vevanhu. Andifarira anondibata pa0783 374 118.
*******
Ndiri mudzimai ane makore 33, ndiri kudawo murume ave kuda zvemba kwete zvemafaro. Ndinoda anoshanda achigara muHarare, akarongeka. Ane rudo mutete seni ngaandibate pa0776 899 937.
*******
Ini ndiri mukomana ane makore 21 ekuberekwa ndinotvsagawo musikana ane makore 18 kusvika 20. Handina hosha, ndoda akanakawo. Vanodawo ndibatei pa0771 324 472.
*******
Ndiri mukadzi ane makore 32 nevana 2, ndiri HIV negative uye ndinoenda kumasowe echishanu. Ndiri kutsvagawo murume ari pachokwadi. Ndinogara muHarare, nhamba dzangu idzi 0773 210 678.
*******
Makadii veKwayedza?
Ndiri mukadzi ane makore 34 nevana 2, ndinotsvagawo murume ane makore 34 kusvika 40 anoda zvemusha, anoshandawo, anogeza uye anotya Mwari. Ndiri HIV positive asi handitaridze kurwara. Vasiri pachokwadi siyanai neni, vandifarirawo mundibate pa0772 950 555. Matsotsi kwete nekuti ndanzwa nekunyeperwa.
*******
Ndiri mudzimai ane makore 41 nevana 3, ndiri muHarare uye ndinodawo murume ari HIV negative asina mudzimai. Ndinoda ane purazi, kunyanya vashandi veHurumende vari kumaruwa fonai. Ndiri mudzidzisi, nhamba dzangu 0773 557 699.
*******
Makaita basa veKwayedza, ndakamuwana wandaida saka vaifona panhamba dzinoti 0779 551 899 ngavachirega havo.
*******
Ndiri murume ane makore 35, ndinotsvagawo musikana ane makore 19 – 24 anoda zvemba. Handina mwana, nhamba dzangu 258 878 539 442.
*******
Makadii veKwayedza. Zita rangu ndinonzi Lety ndiri kutsvagawo murume anoda zvekuroora ari HIV positive. Ndine vana 2, nhamba dzangu idzi 0734 943 514.
*******
Ndiri mukadzi ane makore 38 nevana vatatu ndiri kutsvaga murume ari pachokwadi asina chirwere nekuti ini handina. Andifarira anondibata pa0771 073 881.
*******
Ndiri mukomana ane makore 30 ndiri kutsvaga mukadzi ane mwana mumwe chete kana musikana.
lni ndinoshanda, vanoda ndibatei pa0774 152 075.
*******
Ndiri mukadzi ane makore 28 nemwana 1, ndinotsvakawo murume ane makore 30 kusvika 40 ari pachokwadi anoda kuvaka musha. Ngaandibate pa0782 148 035.
*******
Ndiri mukomana ane makore 24 ndinotsvagawo shamwari (penpals). Nhamba dzangu idzi 0738 520 515.
*******
Makadii henyu? Handisati ndamboverengerwawo shambadzo yangu mubepanhau. Ndiri murume ane makore 38 nevana vana vaviri uye ndinotsvagawo mukadzi ane makore 22 zvichidzika anoda zvekumusha. Nhare yengu 0777 645 875.
*******
Ndiri mukomana ane makore 25 ndiri kutsvaga musikana ari kuda zveimba ane makore ari pakati pe18 ne21. Anonamata ari HIV negative. Ari pachokwadi ngaandibate pa0782 819 709.
*******
Ndiri murume ane makore 31 nevana vaviri, ndinotsvagawo mukadzi ane mwana 1 ane makore ari pasi pe26. Anoda ngaandibate pa0773 609 213.
*******
Makadii? Ini ndiri mukomana ane makore 25 ndinotsvagawo musikana ane makore 18-23 akarongeka, ane mazirudo uye ari pachokwadi. Asina chirwere seni nhamba dzangu 0775 846 132.
*******
Ndiri murume ane makore 41, ndiri kutsvagawo shamwarisikana. Ndinoda ari kwaGutu, nhamba dzangu 0716 733 076.
*******
Ndiri murume ane makore 36 ndinotsvagawo mukadzi ane makore 25 kusvika 30. Anoda anondifonera pa0776 152 532.
*******
Ini ndiri murume ane makore 53 ndiri kutsvagawo mudzimai ane makore 45 zvichikwira asi ari HIV positive sezvandiri. Anenge andifarira ngaanditumire sms pa0783 232 171.
*******
Ndiri mukadzi ane makore 33 nemwana mumwe, ndinodawo murume wokuroorwa naye akavimbika. Nhare dzangu 0737 972 679.
*******
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 41 ndiri kutsvakawo murume ari pachokwadi anoda zvekuvaka musha. Ndine mwana wangu mumwe chete. Anoda kutaurawo neni anondibata panhamba idzi 0737 926 709.
*******
Ndiri mukomana ane makore 18, ndinotsvagawo musikana wekudanana naye akanaka anogara muHarare.
Andifarira ngaandibate pa0735 028 495.
*******

Share This:

Sponsored Links