TISHAMWARIDZANE

27 Mar, 2015 - 00:03 0 Views
TISHAMWARIDZANE TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye. Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.

NDAKAMUWANA murume ane rudo nekudaro vose vaisindifonera pa0783 719 049 chiregai. Ndatenda.
*****
Chiregai kufona panhamba idzi 0733 020 307. Ndakamuwana wandaida.
*****
Ndiri mukomana ane makore 26, HIV negative uye ndodawo mukadzi anoda zvemba, anoda munhu kwete mari. Handishandi ndobatika pa0779 672 056.
*****
Ndiri mukomana ane makore 28 ndinotsvaga musikana wekuroora ane makore 22 kusvika 31 chero mukadzi ane mwana mumwe. Ndinoshanda, ari pachokwadi ngaandibate pa0716 477 597.
*****
Ndiri murume ane makore 35 ndinotsvagawo shamwarikadzi ine makore 30 zvichikwira. Nharembozha yangu iyi 0736 879 391, ndatenda hangu.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 26 nevana vaviri, ndiri HIV negative uye ndinotsvagawo murume ane makore 30-35 ari pachokwadi anoshandawo. Anoda ngaandibate pa0771 580 776.
*****
Ndiri murume ane makore 35 ndinotsvaga mukadzi ane makore 25 ane mwana mumwe kana vaviri ari pachowadi. Ndibatei pa0779 181 969 asi call back kwete.
*****
Ndiri mukomana ane makore 23 ndotsvagawo musikana ane makore 21 zvichidzika akanaka, ane tsika uye anonamata. Anoda ngaandibate pa0783 278 779.
*****
Ndine makore 36 ndinodawo mudzimai ane makore 34 zvichidzika, ndine vana 2 nemba yangu kuEpworth. Handina chirwere saka ndodawo asina chirwere. Ndinoita basa remawoko asi handione. Ndinoenda kuchechi saka ndinodawo mudzimai wekuwadzana naye munhamo nematambudziko. Nhare yangu 0716 057 048.
*****
Ndinokukwazisai nemufaro. Ndiri mukomana ane makore 28 ndinotsvagawo wangu musikana anondida ane makore 18 – 21 asina kumboroorwa. Akanaka ari muHarare anenge andifarira ndibate pa0733 801 388.
*****
Ndiri mukomana ane makore 23 ndinotsvaga musikana ane makore 18-21 ari pachokwadi kwete zvekutamba. Nhamba dzangu 0777 183 666.
*****
Ndiri mukomana ane makore 25 ndinotsagawo musikana ane makore 19 kusvika 24, akavimbika uye anoda Mwari. Anoda zvemba ngaandibate pa0737 702 554.
*****
Ndiri mukomana ane makore 30 ndinotsvaga musikana mutete akashambidzika anotya Mwari uye akazvibata zvikuru anove nherera yakarongeka. Ane makore 19-30 ndibate pa0714 767 732.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 39 nevana vaviri ndinozvishandira nekuenda kuSouth Africa. Ndotsvagawo murume anoda kuroora ari pachokwadi. Ndiri negative andifarira ngaandibate pa0772 521 569.
Ndiri mukomana ane makore 18 ndinotsvagawo musikana ane makore 22 – 25. Nhare yangu 0771 253 297, ndinoda asina chirwere.
*****
Ndiri murume ane makore 26 vana ne2, HIV negative uye ndinoshanda. Ndotsvaka mukadzi ane makore 18 -25 ari HIV negative, ane mwana uye anoda Mwari. Anondida anondibata pa0771 250 959.
*****
Ndiri murume ane makore 34 nemwana mumwe chete, ndiri kutsvaga musikana kana mukadzi ane makore 26 zvichidzika ari pachokwadi. Ini ndinoshanda muHurumende, nhamba dzangu 0775 155 835.
*****
Ndinotsvakawo musikana wekuroora anogeza, ane makore 24 zvichidzika. Ini ndine makore 25 uye ndinoshanda muHurumende. Nhamba dzangu 0714 452 312.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 36 okuberekwa handina mwana, ndiri kutsvagawo murume ane makore 40-43. Anoda anondibata pa0715 592 549.
*****
Ndiri mukomana ane makore 29, ndiri kutsvagawo musikana ane makore 20-25 anogeza mutsvuku akanaka. Ndinoshanda sagadhi, nhamba dzangu 0774 874 614.
*****
Ndiri kutsvagawo murume ari pachokwadi ane chirwere nekuti ndozvandiri, ndine vana 3. Ndinoda anoshanda asina mukadzi ane makore 35 kusvika 40. Ini ndine makore 27. Ane vana vake ngaandibate pa0783 872 888.
*****
Makadii mose? Ini ndiri mukomana ane makore 24 ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 23 akanaka, mutsvuku asina mwana nekuti ini handina kumbobvira ndamboroora. Vanoda ndibatei pa0774 440 218.
*****
Ndine makore 38 nevana 4, ndinodawo shamwarirume yakavimbika iri HIV negative uye ndinogara kwaMutare. Anodawo nezvangu ngaandibate pa0774 450 695.
*****
Ndiri mukomana ane makore 25 ekuberekwa ndiri kutsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 22 ave kuda hake zvemba. Anondibata pa0779 695 482 kana paWhatsApp.
*****
Ini ndiri mukomana ane makore 26, ndiri mupfupi uye ndiri HIV+. Ndinotsvaga musikana kana mudzimai ane mwana mumwe ane makore 18 zvichikwira. Ndinoda anotya Mwari ane rudo chairwo ari HIV+ kana asiri. Anoshanda achigara muHarare andifarira anondibata chero ipi nguva paWhatsapp kana kufona pa0772 761 114.
*****
Ndiri mukomana ane makore 22 ndotsvaga musikana ane makore 18 kusvika 23. Andifarira ngaafone pa0776 309 207.
*****
Ndiri mukomana ane makore 29 ekuberekwa ndotsvagawo musikana akanaka wekuroora akavimbika ane makore 18-20. Ndiri muHarare, nhamba dzangu 0715 209 746.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 35 nevana vaviri ndotsvagawo murume anoda zvekuroora ane makore 40 zvichikwira ari pachokwadi. Vane vakadzi musazvinetsa henyu, nhamba dzangu idzi 0773 371 052 uye ndibatei paWhatsApp.
*****
Makadii veKwayedza? Ndine makore 26 nevana 2 uye ndiri HIV positive. Ndinotsvagawo musikana kana mukadzi ane mwana wake anoshanda. Ini ndinoshanda anoda ngaandibate paWhatsApp pa0716 090 945.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 35 ndinotsvagawo shamwarikadzi ine makore 28 kusvika 34 ane mwana wakewo kana asina. Ini ndine mwana mumwe, ada nezvangu ngaandibate pa0772 593 190 anotumira sms kana kufona chero nguva ipi zvayo. Ndaneta nekuwana matsotsi, vane varume musafona zvenyu.
*****
Ndine makore 29 ndinotsvagawo mudzimai ane mwana mumwe chete ari pachokwadi. Ngandifonere pa0772 267 730 asi kwete call me back.
*****
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 24 ekuberekwa ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 19 kusvika 23. Anoda zvemba ari pachokwadi anotya Mwari ngaandibate pa0718 098 061 titaure.
*****
Ndiri murume ane makore 28 nemwana mumwe, HIV positive uye ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 22 kusvika 25. Anoda zvemba ari pachokwadi andifarira ngaandibate pa0782 955 957.
*****
Ndiri murume ane makore 28 anoshanda, ndiri kutsvagawo musikana anoda zvekuroorwa ane makore 18 – 25. Anoda ngaandibate pa0775 849 996.
*****
Ndiri mukomana ane makore 24 ndiri kutsvaga musikana ane makore 24 zvichidzika, ndinoshanda muHurumende uye ndiri HIV negative. Ari pachokwadi ngaandifonere pa0776 129 404.
*****
Ndiri murume ane makore 28, ndinoshanda uye ndinotsvagawo musikana anoda zvekuroorwa ane makore 18- 25. Anoda ngaandibate pa0775 849 996.
*****
Ndiri mukomana ane makore 22 ndiri kutsvaga musikana wekudanana naye ari pachokwadi ari HIV negative ane makore 18 kusvika 20. Ngaave ane chimiro, chiso nehunhu hwakanaka. Anoda ngaandibate pa0776 551 773.
*****
Ndiri murume ane makore 30 nevana 2, ndinotsvagawo mukadzi kana musikana ane makore ari pasi peangu anoda zvekuroorwa asi ari kwaMutare. Nhare yangu 0733 252 122.
*****
Ini ndiri murume ane makore 30, ndinotsvagawo mukadzi ane makore 20 kusvika 28 anoda kuvaka musha. Kana pane andifarira ngaandifonerewo pa0716 3707 95.
*****
Ndinotsvaga mukadzi ane makore 22 kusvika 30, ini ndine makore 35. Anoda zvemba ngaandibate pa0779 181 969.
*****
Ndiri mukomana ane makore 29 ndiri kutsvaga musikana ane makore 20 kusvika 25. Nhare yangu 0778 271 799.
*****
Ndiri murume ane makore 29, ndinoshanda uye ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ari pachokwadi anoziva Mwari ane makore 18-28. Kunyangwe ane mwana mumwe chete ndinomuda. Nhamba dzangu idzo 0713 799 854.
*****
Ndiri mukomana ane makore 17 ndinotsvaga shamwari (penpals) vasikana kana vakomana, kunyanya vanoenda kuchikoro. Ndiri kuita O-Level, vanoda nhamba dzangu 0782 405 550.

Share This:

Sponsored Links