TISHAMWARIDZANE

12 Jun, 2015 - 00:06 0 Views
TISHAMWARIDZANE TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye. Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.

NDINOTENDA veKwayedza ndakamuwana wandaida chaiye saka vamwe ngavachirega kufona pa0776 357 732. Rambai makadaro!
********
Ndakamuwana murume wandaida saka vose vachiri kufona pa0777 454 034 chiregai nekuti zvangu zvakaita.
********
Makaita basa veKwayedza ndakawana wangu wandinodisisa saka vose vachiri kufona pa0782 168 362 chiregai henyu.
********
Ndinodawo murume anoda zveimba ane makore 38-40. Ndine makore 30, nhamba yangu 0737 021 564.
********
Ndiri mukomana ane makore 27 ndinotsvaka musikana wekuroora ane makore 19 kana 25. Nhare yangu 0715 638 329.
********
Ndiri murume ane makore 50 nemwana mumwe chete, HIV negative ndinodawo mukadzi ane makore 30 -36 ane mwana mumwe chete. Ngaave ane rudo nerukudzo, anopinda chechi yeMethodist kana Dutch uye akazvipira kufamba neni mubasa rangu randinoita. Nhare yangu 0775 952 036.
********
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mudzimai ane makore 21 nevana vaviri, ndiri kutsvagawo murume anoshanda anokwanisa kundichengetawo nevana vangu. Anoda ngaandibate pa0716 727 044.
********
Ndiri murume ane makore 36 nevana 2, ndinotsvagawo mukadzi anoda zvemusha. Ndinoshandira kunyika yeAngola, nhare yangu +244 934 638 996.
********
Makadii veKwayedza? Ndinotenda nechirongwa chenyu cheTishamwaridzane uye ndinovimba ndichawana shamwari yanguwo. Ndiri mhandara ine makore 32, ndinofamba newheelchair asi zvose ndozviitira. Ndiri HIV negative, ndinodawo murume ane makore 35 kusvika 45 chero ane vana vake. Ngaave anoshanda, anonamata machechi ePentacostal ari pachokwadi. Andifarirawo ngaandibate paWhatsApp kana kufona pa0775 760 324.
********
Ini ndiri mukomana ane makore 19 ndiri kutsvagawo shamwari (penpal). Andifarira ngaandibate pa0777 419 046.
********
Ndiri mukomana ane makore 21 ndiri kutsvagawo mukadzi kana musikana asina chirwere. Ndibatei pa0775 416 735
********
Ini ndiri mukomana ane makore 24 ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 21 asina chirwere akazvipira kupinda chechi yepositori ari pachokwadi. Nnhare yangu 0771 234 966.
********
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 47 ndinotsvagawo murume ari pachokwadi. Ndiri HIV positive, anoda anondibata pa0775 003 162.
********
Ndiri murume ane makore 38 nemwana mumwe chete ndinotsvaga mudzimai wekuroora anonamata ane makore 30 zvichidzika. Ndinoda anogara muHarare, ini ndinoenda kubasa. Vanoda kutaura neni fonai pa0737 849 957 kana kutumira sms.
********
Ndiri mukomana ane makore 22 ndotsvaga musikana ari pachokwadi wekushamwaridzana naye ane makore 18 kusika 20. Ndinoshanda, zvakawanda totaura pa0774 244 346.
********
Ndiri mudzimai ane makore 35, HIV positive uye ndinotsvagawo murume ari positive seni ane makore 39 – 43. Nhare yangu 0782 323 438.
********
Ndiri mukomana ane makore 24 ndinoshanda sadhokota anoona nezvemhuka kwaMrehwa. Nhare yangu 0775 618 807. ********
Makadini veKwayedza? Ndine makore 27 nemwana mumwe uye ndiri kudawo murume ane vana vake vaviri kana vatatu asi ari HIV positive. Ngaave asingaratidzi kuti anorwara nekuti ini handioneki zvachose. Nhare yangu 0777 691 372.
********
Ndiri murume ane makore 26, ndinoda mukadzi ane makore 18 kusvika 23. Ngaandibate pa0779 173 338.
********
Ini ndiri mukomana ane makore 22 ekuberekwa ndiri kutsvagawo musikana anoda zvemba chaizvo ane makore 18-20. Anondifonera pa0777 476 719
********
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 32 ekuzvarwa nemwana 1, ndiri kutsvagawo murume wekushamwaridzana naye ane makore 33-39. Andifarira ngaafone pa0782 382 705, zvakawanda tozotaurirana taonana. Ndatenda.
********
Ndiri murume ane makore 44, ndinoda mukadzi asina kumbobvira awanikwa kana ane mwana mumwe chete ane makore 26, muShona asi zvikuru muManyika (Wasu). Ndinoda anonamata chechi iya yemadhirezi marefu (Apostolic Faith Mission of Africa). Ndinogara kuGweru, nhare yangu.
0713 330 630.
********
Ndiri mukomana ane makore 37 ndodawo musikana ane makore 32 zvichidzika asina mwana.andida anondibata pa0772980049
********
Makadii veKwayedza? Ini ndiri musikana ane makore 21 ndinotsvagawo mukomana ane makore 22 zvichidzika. Anoda ngaandibate pa0738 070 571.
********
Ndiri murume ane makore 31 ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 25-30. Nhamba yangu 0774 967 668.
********
Makadii zvenyu? Ini ndiri mudzimai ane makore 33 ekuberekwa ndinotsvaga murume ane makore 38 kusvika 45 anoshanda ari muHarare. Ini ndinoshanda, anoda zvekuongororwa ropa anondibata pa0717 493 370.
********
Ndiri mudzimai ane makore 45 ndinotsvagawo murume wekushamwaridzana naye ari HIV positive seni asina mukadzi ane makore anodarika angu, ane zvaanoita muupenyu. Ini ndinoshanda mumba handina mbereko uye ndoda vagari vemuHarare chete. Vandifarira ngavandibate panhanba idzi 0779 772 725.
********
Ndiri murume ane makore 49 nevana 2, ndinoshanda muHarare uye ndinopinda chechi yeAFM. Ndinodawo mudzimai ane makore 39 zvichidzika ane mwana 1 kana 2 ari HIV negative. Anotya Mwari ngaandibate pa0777 001 994.
********
Ndiri mudzimai ane makore 33 nevana 2 ndinotsvakawo murume ane makore 35 zvichikwira ari HIV negative ane vana vake uye anotya Mwari achida zvekuvaka imba. Anoshanda asingaeri Mhofu ngaandibate pa0776 338 012.
********
Makadii zvenyu veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 22 ndinotsvagawo musikana. Akazvipira ngaandibate pa0775 887 651.
********
Ndiri mukadzi ane makore 42, handina vana uye ndiri kutsvagawo murume anoda zvekuroora ane makore 44 kusvika 50. Anoda ngaafone pa0776 009 617.
********
Ndiri mukadzi ane makore 35 nevana vaviri ndinotsvagawo murume wekufambidzana naye ane makore 40 zvichienda mberi. Nhare yangu 0774 650 266.
********
Ndiri mukomana ane makore 25 ndotsvakawo musikana kana mukadzi ane zvinhu zvake ane makore 35. Ini ndine rudo rwakanyanya kana ane vana hazvina basa. Anoda ngaandibate pa0733 721 180.
********
Ndiri mukomana ane makore 27 ndinotsvakawo musikana wekuroora ane makore 20 – 23. Ndaneta nekugara ndoga veduwe-e, anoda ngaandibate pa0715 638 329.
********
Ndiri murume ane makore 39 ndoda mukadzi ane makore 30 zvichidzika asati aroorwa, asina mwana. Ini handisati ndaroora uye handina mwana, nhare yangu 0739 824 548.
********
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 25, ndiri murimi wefodya uye ndinotsvagawo musikana anoda zvemba ane mari yake. Ngaave ane makore 25 zvichidzika, ndinobatika pa0717 289 736.
********
Ndiri murume ane makore 26 nemwana 1 ndiri kutsvagawo shamwari yechikadzi chero anoda zvemba. Ari pachokwadi nhamba yangu 0783 872 334 .
********
Ndiri kuda mukadzi wekuroora ane makore 23 kusvika 25 asina chirwere, anoda zvemusha pamwe nekurima. Nhare yangu 0783 752 863 asi vanoda zvekutamba siyanai neni.
********
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 23 ndinotsvagawo mukadzi wekuroora akavimbika ane mwana 1 kana asina. Ngaave ane makore 18 kusvika 23, anenge andifarira ngaandibate pa0779 226 351.
********
Makadini? Ndiri mukomana ane makore 24 ndinotsvaga musikana anozviti akanakisisa pameso anondifambira kwandinogara. Ndinoda vemuHarare chete, fonai pa0776 242 073.
********
Ndiri mudzimai ane makore 31 ndotsvagawo murume ane makore 32 kusvika 40 wekushamwaridzana naye. Ndibatei pa0777 732 060.
********
Ndiri mukomana ane makore 26, ndinoshanda uye ndinodawo musikana ane makore 18 kusvika 21 ari pachokwadi. Nhamba yangu 0779 204 414.
********
Makadii veKwayedza? Ini ndiri musikana ane makore 21 ndinotsvagawo mukomana ane makore 22 zvichidzika. Anoda ngaandibate pa0738 070 571.
********
Ndiri mukadzi ane makore 36 ndinotsvagawo murume ane makore 40 kusvika 50 akavimbika uye ari pachokwadi. Anodawo ari HIV positive anondibata pa0734 478 024.
********
Ndiri mukadzi ane makore 37 nevana 4, ndiri HIV positive uye ndiri kutsvakawo murume anoda kuroora asina mukadzi. Anoshanda ngaandibate pa0716 892 576.

Share This:

Sponsored Links