TISHAMWARIDZANE

02 Jul, 2015 - 19:07 0 Views
TISHAMWARIDZANE TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye. Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.NDOTENDA veKwayedza nechirongwa chenyu, ndakawana mukadzi akanaka chaizvo. Vamwe chirega kufona pa0779 594 984.

*****
Makaita basa veKwayedza ndakawana wandaidisisa nokudaro vose vaifona pa0777 691 372 chiregerai henyu.
*****
Ndiri mukomana ane makore 23 ndotsvagawo musikana wokuroora munaku ane makore ari pasi peangu anoshanda chero asingashandi. Ini ndinoshanda muhurumende, nhare yangu 0776 223 037.
*****
Ndinotsvagawo mudzimai ane makore 35 zvichidzika. Ndine makore 39 nevana 3, ndinoshanda muhurumende nekudaro ndinotarisirawo anoshanda muhurumende zvakare. Handisi pamushonga, zvakawanda tozotaura pa0776 503 934.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 29 nemwana 1, ndiri HIV negative uye ndinogara muHarare. Ndinoda murume wekuwadzana naye ari pachokwadi. Nhare yangu 0783 606 477.
*****
Ini ndiri murume ane makore 30 ndinotsvaga mukadzi wekuroora ane makore 22 kusvika 27, ndoda anofarira kumusha nehupenyu hwemuguta. Ndinoshanda muHarare, vanoda ndibatei pa0734 721 955.
*****
Ini ndiri murume ane makore 33 nemwana mumwe ndinotsvagawo mukadzi wekushamwaridza naye ari pachokwadi ane makore 27 zvichidzika. Ngaave ane mwana wake, ndinoshanda andifarira nhare yangu 0776 224 767.
*****
Makadiiko? Ndine makore 25, ndiri pachirongwa uye ndinotsvagawo murume anondiroora anoda nezvangu. Ndine mwana mumwe chete, nhare yangu 0774 625 026.
*****
Ndiri murume ane makore 31 nevana 3, ndinogara muHarare uye ndinoda mukadzi ane makore 29 kusvika 31. Ndinoita mabasa emawoko nekudaro ndinodawo anoita basa remawoko kana kuti anoshanda muhurumende. Anogara muHarare ari HIV positive ngaandibate pa0771 878 340.
*****
Makadini henyu veKwayedza. Ndiri mukomana ane makore 25 okuberekwa uye ndiri kutsvagawo musikana ane makore 22 zvichidzika wekushamwaridzana naye. Nhare yangu 0772 327 781.
*****
Ndine makore 33 ndinodawo mukadzi ane makore 25 – 30 anogeza akanaka asi vanoda zvekutamba kwete. Nhare yangu 0776 824 566.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 38 ndinotsvagawo murume anoda kuvaka musha ane makore 50 kusvika 70 ari pachokwadi. Ndinobatika pa0777 702 833.
*****
Makadii veKwayedza? Ndinotsvagawo musikana ane makore 18 -22 ari negative, ini ndine makore 25. Anoda ngaandibate pa0777 504 364.
Makadii? Ndiri mudzimai ane makore 33 ndinotsvaga murume anondiroora asina mukadzi uye ari HIV positive anoshanda. Nhare yangu 0771 451 743
*****
Makaita henyu veKwayedza ndakazomuwana wandaida. Vose vachiri kufona pa0716 845 684 chiregai zvangu zvakaita.
*****
Ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvagawo musikana ari pachokwadi ane makore 20 kusvika 25 ari kuda zvemba. Nhare yangu 0717 424 243.
*****
Makadini? Ndiri mudzimai ane makore 38 ndinotsvagawo murume ari pachokwadi anoda kuroora. Ndakambonyorera ndikasangana nevakandibira saka mbavha musafone zvenyu ndapota. Nhare yangu 0777 702 833.
*****
Ndinotsvagawo mukadzi wekuroora asingarwari ane makore 18 -22. Ini ndiri mukomana mutsvuku munaku uye murefu. Ndinogara kuZaka, kuMasvingo. Anoda nezvangu ngaatumira sms pa0717 085 792 asi ngaave akatsvukawo zvakaenderana neni uye anofarira mvura.
*****
Ndiri murume ane makore 45 nevana 2, HIV negative uye ndinoita mabasa emawoko muHarare.
Ndinodawo shamwarikadzi ine makore 36 zvichidzika nevana 2 kana 1, asina chirwere anokoshesa rudo zveupfumi mumashure. Ngaave anobva mumaruwa ari pedyo neHarare anoita mabasa emawoko kana kushanda mumba. Fonai pa0717 494 533.
*****
Ndiri mukomana ane makore 28 ndinogara kumusha, ndiri kutsvagawo musikana ane makore 25 anoda zvemusha. Ngaave akanaka, mupfupi uye pautano ari HIV negative seni. Matsotsi musafone henyu, nhare yangu 0733 826 116.
*****
Makadini? Ndiri mukomana ane makore 27 ndinotsvagawo musikana ane makore 19 kusvika 30 anoda zvemba. Ndibatei pa0772 600 171.
*****
Ini ndiri murume ane makore 40 ndinotsvakawo mukadzi wekuroora akavimbika anoda zveimba. Andifarira ngaandibate pa0775 592 337.
*****
Ndiri murume ane makore 40 nemwana mumwe chete. Ndiri kuda mukadzi ane rudo ane mwana wake kana asina. Ndinoshanda kuMozambique, nhare yangu 00258 872 413 043.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 29 ndinoshanda kuSouth Africa uye ndinotsvakawo mukadzi ari pachokwadi anoda zvekuvaka musha. Ndinoda ane makore 25 kusvika 30 ari HIV negative seni. Nhare yangu +27 788 177 748.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 21 nemwana 1 ndinotsvagawo murume anoda zvemba ane makore 25 kusvika 32. Ngaave anoda kuchata tisati tave kugara tose, nhare yangu 0771 875 225.
*****
Ndiri murume ane makore 29 ndinotsvagawo mudzimai wekuroora ane makore 19 kusvika 28 anoda zveimba. Ane rudo ndibate pa0714 890 558.
*****
Ini ndiri mukomana ane makore 23 ndinotsvagawo musikana ane makore 20 zvichidzika anodawo zvemba. Ndiri pachokwadi, anoda ndibate pa0776 217 910.
*****
Ndiri mukomana ane makore 25 ndinotsvaga musikana ane makore 21 kusvika 23 anoenda kubasa nekuti ini ndinoshanda. Ndiri HIV negative, nhare yangu 0777 076 149.
*****
Makadini veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 18 nemwana mumwe ndinotsvakawo murume ane makore 21 kusvika 25. Ndinoda anoshanda akanaka nekuti ini ndakanakisa. Andifarira ngaandibate pa0771 172 302.
*****
Ndine makore 23 nemwana ndinotsvagawo murume ane makore 24-37 ane mwana kana asina. Ari pachokwadi ngaandibate pa0783 776 166.
*****
Ndiri murume ane makore 25 nemwana 1. Ndinoshanda muHarare, ndiri kutsvagawo musikana wekushamwaridzana naye ane makore 18-22. Anonamata, kunyanya kwaMwazha ngaandibate pa0771 870 953.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 43 ekuberekwa, ndakafirwa nemurume uye ndine vana 3. Ndiri HIV negative, ndinoda murume ane vakewo vana aine makore 45 zvichienda mberi. Ndinobatika pa0776 879 124.
*****
Ndiri mukomana ane makore 29 ndinotsvaga musikana wekuroora ane makore 18 – 20. Ndatambura veduwe-e, nhamba dzangu 0717 303 301.
*****
Ndiri kutsvaga mukadzi wekuroora ane mwana mumwe aine makore 25 kana 29. Ini ndine makore 36, ndinogara kuChinhoyi ndiko kwandinoshanda. Andifarira ngaandibate pa0717 527 535.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 18 ndinonyara vasikana. Kana pane hake musikana anondida anondibata pa0782 607 886.
*****
Ndiri murume ane makore 32 ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ari HIV positive asingaratidziki. Ngaave anoshanda, ane makore 29 – 25 ane mwana mumwe chete. Anoda nezvangu ngaandibate pa0777 812 926
*****
Vaifona pa0773 080 744 chiregai nekuti ndakawana wandaida.
*****
Makadini henyu? Ini ndiri murume ane makore 23 ndinotsvakawo musikana kana mukadzi ane makore 18-23 anotya Mwari.
Akashambidzika ngaandibate pa0775 725 121.
*****
Ndiri murume ane makore 32 ndotsvagawo mukadzi ane makore 40 zvichidzika ane mari yake. Ini handishandi ndoita zvekurima, nhare yangu 0716 533 471.
*****
Ndiri mukomana ane makore 23, ndinoshanda uye ndiri kuita zvidzidzo zvangu kuyunivhesiti.
Ndinodawo musikana akapasa Form 4 munaku zvinovaraidza ane makore 19 – 22 ari HlV negative. Anenge andifarira ngaafone pa0771 296 017 totaura zvedu.
*****
Makadini veKwayedza?
Ini ndiri mukomana ane makore 22 ndinotsvaga musikana ane makore 18 – 20 anokwanisa kugara neni. Ndinoda chero asingashande, ndinoita mabasa ekurima. Nhare yangu 0782 688 436.
*****
Ndiri mukomana ane makore 20 ndinotsvagawo shamwari (penpals). Nhare yangu 0783 874 097.
*****

 

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>