TISHAMWARIDZANE

31 Jul, 2015 - 00:07 0 Views
TISHAMWARIDZANE TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye. Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.MAKAITA basa veKwayedza, musikana wandaida ndakazomuwana saka vose vachiri kufona pa0718 102 266 ngavachirega havo.

***************
Ndiri mukomana ane makore 21 ndotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 20 ari HIV negative. Ari pachokwadi andida anondibata pa0779 234 488.
***************
Ndakanyorera kakawanda musingandiburitsewo. Ndiri mukadzi ane makore 40 nevana vaviri, HIV negative uye ndiri kutsvagawo murume ane makore 42 – 50 asinganwe doro nekuputa fodya. Ndinoda anoshanda basa rakanaka. Vane vakadzi uye vane makore ari pasi peangu kwete. Vari kuda kuroora ndibatei pa0738 295 666
***************
Ndiri mukadzi ane makore 30 nemwana 1, ndinotsvagawo murume anoda zvemusha ane mwana. Ngaave anotya Mwari uye aine rudo. Vanoda zvekutamba musafone zvenyu, nhare yangu 0715 661 044.
***************
Ndiri mudzimai ane makore 37 nevana 2, ndinodawo murume ane makore 40 kusvika 45. Anondida anondibata pa0737 774 512.
***************
Ini ndiri mukadzi ane makore 29 nevana vaviri, ndinoda murume anoroora kwete zvekufara. Nhare yangu 0776 929 029.
***************
Ndiri murume ane makore 26, ndinoshanda uye ndinotsvakawo musikana anoenda kukoreji kana kuyunivhesiti ane makore 20 kusvika 24. Anoda kunotorwa ropa ngaandibate pa0717 872 894.
***************
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 30 nemwana 1 uye ndiri HIV negative. Ndiri kutsvaga musikana kana mukadzi ane mwana 1. Ndibatei pa0733 615 449.
***************
Ndiri mukadzi ane makore 35, handina kumboroorwa uye ndinotsvagawo murume akarongeka pamwe nekuvimbika. Anobvuma kunotorwa ropa ngaandibate pa0774 044 577.
***************
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 21 ndodawo musikana ane makore 20 zvichidzika anoda zveimba kwete zvekungotamba. Nhare yangu 0774 228 130.
***************
Makasimba here veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 25 ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 20. Ndiri kuMarondera, nhare yangu 0778 719 426.
***************
Ndiri murume ane makore 48 ndinotsvakawo mudzimai anoda zvomusha. Nhare yangu 0775 162 896.
***************
Makadii? Ini ndiri mukomana ane makore 18 ndinotsvagawo shamwari (penpals) dzezera rangu. Vandifarira ndibatei pa0783 269 454.
***************
Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 20 ndinodawo musikana ane makore 22 zvichidzika wekuroora kana mukadzi ane vana 2. Nhare yangu 0717 401 944.
***************
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 38 nevana 2 uye ndiri kutsvagawo murume wekushamwaridzana naye ane makore 40 – 55. Ndiri HIV negative, nhare yangu 0773 947 645.
***************
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 28 ndinotsvakawo mukadzi wekuwadzana naye ane makore 23 zvichidzika uye achigara muHarare. Ari HIV negative anoda ngaandibate pa0733 738 598.
***************
Ndiri mukadzi ane makore 21 nemwana 1, ndiri kutsvagawo shamwarirume ine makore anotangira pa28. Ari HIV negative ngaandibate pa0772 787 612.
***************
Ndiri murume ane makore 30 ndinotsvagawo mukadzi akarongeka anoshanda akanaka ane nechimiro chinovaraidza. Nhare yangu 0777 903 666.
***************
Ndiri murume ane makore 26 nemwana 1, ndinotsvagawo musikana. Ndinoshanda, nhare yangu 0712 005 699.
***************
Ndiri murume ane makore 32 ndinotsvagawo shamwari yechikadzi yekugara nayo kubva pamakore 35 zvichidzika. Nhare yangu 0777 049 259.
***************
Ndiri murume ane makore 34 ndinotsvagawo mukadzi wekugara naye ane makore 25 kusvika 30. Ngaave anoshanda, vanoda vanondibata pa0773 075 902.
***************
Ndiri murume ane makore 29 ndinodawo musikana kana mukadzi wekuroora ane makore 18-27 ane mwana kana asina. Nhare yangu 0782 472 226. Ndinoshanda muHarare.
***************
Makadii? Ini ndiri murume makore 40 handina mwana kana mukadzi. Ndiri kutsvaga musikana ane makore 25 – 35 uye akadzidza. Nhare yangu 0773 304 472.
***************
Ini ndiri mukomana ane makore 27 ndiri kutsvagawo musikana wekuroora ari pachokwadi ane makore 18 kusvika 24. Nhamba yangu 0782 689 836, handina kumbobvira ndaroora.
***************
Ndiri murume anemakore 37yrs, ndine vana vairi. Ndinotsvagawo mukadzi vekuroora, anobva manicaland, akasimba. Anotya mwari. Number dzangu 0774259877.
***************
Makadii? Ndiri Rastaman ane makore 30 ndinotsvagawo musikana anoda zvemba ane makore 18 – 25. Ngaave mutsvuku ari mukobvu zviri pakati nepakati akasvikawo Form 4 kunyangwe akafoira zvake. Nhare yangu 0774 212 152.
***************
Ndiri murume ane makore 46 ndinotsvagawo mukadzi wekuroora, kunyanya mukobvu. Nhare yangu 0777 061 531.
***************
Ndiri murume ane makore 30, ndinodawo mukadzi wekuroora ane makore 20 kusvika 26 chete ari pachokwadi. Ndatambura veduwe-e ita kuti ndiwane mukadzi. Nhare yangu 0772 233 783.
***************
Ndiri murume ane makore 37 ndinotsvagawo mukadzi anoda kuwanikwa ane makore 22 kusvika 25 anoshanda mumba sezvo ndoda anoenderana neni. Vanoda zvekutamba kwete, nhare yangu iyi 0717 374 254.
***************
Ndiri kutsvagawo murume ane makore 24 -28. Ndine makore 23 nemwana 1, nhare yangu 0715 889 773.
***************
Makadii henyu veKwayedza? Ini ndiri mudzimai ane makore 30 nevana vaviri. Ndiri kutsvagawo murume akavimbika anotya Mwari anoda zvekuroora uye ane vana vakewo. Ngaave ari HIV positive nekuti ini ndozvandiriwo. Andifarira ngaandifonere kana kutumira sms pa0782 255 900 asi vane vakadzi ndapota musafona zvenyu.
***************
Ini ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvagawo musikana wekuwana ane makore 18 kusvika 22. Ndinozvishandira uye ndinoda anonamata. Zvose ndakagadzirira, ari pedyo neHarare ngaandibate pa0716 185 124.
***************
Handisati ndamuwana ari pachokwadi, ndiri mukomana ane makore 22 ndinotsvagawo musikana ane makore 18 – 20. Anoda ngaandibate pa0775 695 983 asi vanoda zvekutamba kwete.
***************
Ndiri murume ane makore 28 nemwana 1, HIV positive uye ndinodawo mukadzi wekuroora ane mwana 1 anogara Harare kana Mutare. Nhare yangu 0776 569 618.
***************
Makaita basa veKwayedza, ndakamuwana andinoda uye anondidawo saka vose vachiri kufona pa0772 600 171 chiregerai.
***************
Makadii veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 19 nemwana 1 ndoda murume ane makore 30 – 35 asina kumbowana ari pachokwadi. Anoshanda anoda ngaandibate pa0776 648 889.
***************
Makadini veKwayedza? Ini ndiri mudzimai ane makore 25 nevana vaviri ndinotsvaga murume akatendeka anotya Mwari uye anoda zvemba. Varume vevanhu musafona ndapota hangu. Nhare yangu iyi 0717 114 602.
***************
Ndiri mukadzi ane makore 21 nemwana 1, ndinotsvagawo shamwarirume ine makore anotangira 28 iri HIV negative. Nhare yangu 0734 297 083.
***************
Ndiri mukomana ane makore 25 ndotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 20 ave kuda zvemba ari mutsvuku, akasimba uye anoshanda kana asingashande.
Ndiri makanika, vanogara muHarare chete ndibatei pa0774 931 333.
***************
Ndiri murume ane makore 37 nevana vaviri uye ndinotsvagawo mukadzi wekuroora anobva kuManicaland. Akasimba, anotya mwari ngaandibatewo pa0774 259 877.
***************
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 43 ekuberekwa uye ndotsvagawo murume ane makore 49 zvichikwira wekushamwaridzana naye asinganwi doro kana kuputa fodya. Ndinobatika pa0776 469 473.
***************
Ndiri murume ane makore 30 ekuberekwa nemwana mumwe, handina mukadzi uye ndinodawo mukadzi ane mwana mumwe kana vaviri anogara kwaMutare. Anogara kwaMutare akazvipira kuongororwa ropa anoda zvemba ane makore 20 – 27 ngaandibate pa0777 138 391.
***************

Share This:

Sponsored Links

https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG