TISHAMWARIDZANE

13 Nov, 2015 - 00:11 0 Views
TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye. Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.

 MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwaridzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: [email protected] kana kutumira sms panhamba dzinoti: 0714 200 007.

MAKADII veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 36 ndinotsvagawo murume wekushamwaridzana naye ane makore 41 zvichikwira anotya Mwari. Ini ndine mwana mumwe, andida ngaafone pa0779 157 197.
*****
Makaita basa chose veKwayedza, murume ndakamuwana saka ndanga ndichikumbira kuti vachiri kufona pa0777 741 308 chiregai henyu nekuti zvangu zvakaita.
*****
Ndinotenda veKwayedza makaita basa, ndakamuwana wandaida saka vamwe chiregerai zvenyu kufona panhamba idzi 0779 877 090.
*****
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 21 ndinotsvaga musikana achanyatsondida nemwoyo wake wese ari pachokwadi. Ndobatika pa0778 923 584.
*****
Ini ndiri murume ane makore 32 ndinotsvagawo mhandara yekuroora. Ndine vana vangu vaviri uye ndiri mutano handina chirwere. Ndinogara nekushandira kuSouth Africa, andifarira ngaandibate pa0027 730 551 516.
*****
Ndinotsvagawo murume ane makore 25 kusvika 35 chero ane mwana mumwe chete nekuti ini ndine mwana mumwewo. Ndine makore 25, ngaave asiri muchirongwa chemapiritsi. Andifarirawo ngaafone pa0779 818 488.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 42 ndinotsvagawo musikana wekudanana naye ane makore 20 kusvika 26 akanaka pachiso zvese nemuviri wake. Ndinogara muHarare, nhare yangu 0775 053 957.
*****
Ndiri mukomana ane makore 32 nevana vaviri ndinotsvakawo mukadzi ane mwana mumwe kana asina akatendeka. Ngaave ari negative, andifarirawo ngaandibate pa0715 610 208 asi kwete matsotsi.
*****
Ini ndiri murume ane makore 36 nevana vaviri ndotsvagawo mukadzi anoda zvemba kunyangwe ari mukuru kwandiri ane rudo neshungu yemusha. Vanoda ndibatei pa0782 211 332.
*****
Makadiiko veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27 nemwana mumwe chete uye ndinotsvagawo musikana wekuroora ari pachokwadi ane makore 18 kusvika 24. Nhare yangu 0774 720 464.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 40, HIV positive uye handina mwana. Ndinotsvagawo murume ane makore 45 – 50. Ndinoshanda basa remumba, andifarira ngaandibate pa0779 226 406 asi varume vevanhu kwete.
*****
Ndinotsvagawo murume wekuroorwa naye, ndine makore 22 nevana 2 uye ndiri HIV+. Ndoda anoshanda uye ari pachokwadi. Vanoda ndibatei pa0776 567 679.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 33 ekuberekwa nevana vatatu, HIV positive uye ndinotsvakawo murume ane makore anodarika angu ari HIV positive seni. Nhare yangu 0775 962 289.
*****
Ndiri murume ane makore makumi matatu nematanhatu ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 23 – 30 ari HIV negative. Ndibatei pa0777 130 326.
*****
Ndiri murume ane makore 27 ndinotsvaka mukadzi akavimbika ane makore 19-26 asina utachiona uye ane mwana mumwe chete. Ini ndine mwana mumwe ndinobatika pa0777 150 350.
*****
Ndiri murume ane makore 29 ndinotsvagawo mudzimai wekuroora ane makore ari pasi peangu. Ngaave ari HIV positive. Ndiri muHarare, nhare yangu iyi 0775 289 451.
*****
Makadii veKwayedza? Ndinotsvagawo murume anonzi Tinei Mukwaturi ndakapedzisira kumuona gore ra2003 kuHurungwe aiti anobva kwaChivi kuMasvingo. Kana paine ane ruzivo nekwaari ngaandifonerewo kana kuti iye ngaafone pa0778 537 075.
*****
Ndiri mukomana ane makore 26 ndogara kwaMutare uye ndozvishandira. Ndotsvagawo musikana ane makore 19 – 22 wekudanana naye kusvikira pakuroorana. Ngaave asiri pamushonga uye akazvipira kuti tinoongororwa ropa pamwe chete. Ngaandifonere kana kutumira sms pa0776 890 032.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 28 ndotsvagawo mukadzi akatogadzirira kuwanikwa ane muviri mukobvu ane makore 28 zvichidzika. Ngaatumire sms pa0771 002 056.
*****
Makadii veKwayedza? Ndapota veduwe-e ndiri mukomana ane makore 25 uye ndinotsvakawo musikana wokuroora ane makore 19-23. Ari pachokwadi achirevesa aine rudo rwaMwari ngaandibate pa0782 885 600.
*****
Ndiri mukomana ane makore 27 uye ndinodawo musikana ane makore 18 – 22 ane runako achifarira kugeza. Anoda zvakunamata ngaandibate pa0712 772 885.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 38 ndinodawo murume ari kuda zvemba asina chirwere asi ngaave anoshanda nekuti ini ndinoshanda. Ndine vana vatatu, nhare yangu iyi 0775 781 869.
*****
Ndiri mukomana ane makore 32 ndinotsvaga mukadzi anoda zvemba ane makore 21 kusvika 29. Ndinoda ane mwana kana asina, andida ngaandibate pa0776 485 772.
*****
Makadini veKwayedza? Ndakambonyorera kuchirongwa chino asi shambadzo yangu haina kubuditswa. Ndiri murume ane makore 37 ndinotsvagawo musikana ane makore 21 kusvika 34 wekuroora ari pachokwadi. Fonai pa0717 052 653.
*****
Makadini henyu? Ndiri murume ane makore 38 nemwana mumwe uye ndinodawo mukadzi ane makore 26 kusvika 21 ane wakewo mwana. Ane rudo kwete anoda mari ndibate pa0778 914 066.
*****
Makadii henyu? Ndiri mukadzi ane makore 31, HIV negative uye ndinotsvakawo murume ane makore 45 zvichikwira asi vane vakadzi kwete. Ndinobatika pa0716 922 533.
*****
Makadini veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 33 ndinotsvaga murume wekushamwaridzana naye asina mukadzi. Ndiri HIV positive anondida ngaandibate pa0716 798 795.
*****
Ndiri mukomana ane makore 25, ndinodawo musikana ane makore 18 kusvika 24 ave kuda zvekuroorwa. Ari pachokwadi ngaandibate pa0738 878 892.
*****
Ndiri murume ane makore 30 ndinodawo mukadzi wekuroora ari pachokwadi ane makore 20 kusvika 28. Anoda ngaafone pa0772 391 629.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 29 ndinodawo musikana akanaka ari pachokwadi. Ngaandibate pa0778 011 327.
*****
Ndiri mukomana ane makore 32. Ndinotsvagawo musikana ane makore 20 kusvika 26 akavimbika. Ane tarisiro yekuroorwa ngaandibate pa0782 867 505.
*****
Ndine makore 30, HIV negative uye handina kumboroora. Ndinoda mukadzi akatsvinda asina mwana. Akazvipira kuroorwa anoita chero basa kana asingashande akanoda kugara pamusha, anoziva nhamo nerugare. Ini handishande ndine tunhu twangu. Ada ngaatumire iri sms chete pa0716 428 678 zvimwe tinozotaura.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27 ndinotsvagawo musikana anoda zvemba. Ngaave anogara Shamva, Bindura kana Glendale. Anoda ngaandibate pa0772 256 676.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 35 ndinotsvakawo mukadzi wekuroora ari pachokwadi. Ngaave ane makore 30 zvichidzika, nhare yangu 27 719 514 798.
*****
Ndotsvagawo mukadzi ane makore 20 kusvika 30 anoshanda. Anoda ngaandibate pa0717 614 309.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 22 ndotsvagawo mukomana anoda kuroora ari pachokwadi ane makore 25 kusvika 29. Ngaave anoshanda muHurumende anove mupurisa, musoja kana mukoti. Ndobatika pa0717 215 871.
*****
Makadii veKwayedza? Ndinotsvagawo musikana akanaka wekuroora ane makore 18 kusvika 23. Anondida ngaandibate pa0717 899 980.
*****
Ndiri mukomana ane makore 26 ndiri kutsvagawo musikana wekuroora ari pachokwadi ane makore 19 – 23. Nhare yangu 0776 890 032.
*****
Ndiri mukomana ane makore 30 ndinotsvagawo musikana anoda zvemusha anonamata kumasowe. Anondida nhare yangu 0778 947 620 asi handidi mukadzi wemunhu.
*****
Ndodawo musikana ane makore 18 kusvika 22. Andida anondibata paWhatsApp kwete kufona pa0775 846 161.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 32 nevana 2, ndinodawo murume ane makore 36 zvichikwira. Ndinoda asinganwe doro kana kuputa fodya. Ngaave ari munhu asinganyadzise anotaridzika uye ari pachokwadi. Nhare yangu 0735 718 525.
*****
Ini ndiri mukomana ane makore 30 ndinotsvagawo musikana ari pachokwadi ane makore 20 – 24. Anoda ngaandibate pa0775 137 700.*****

Share This:

Sponsored Links