TISHAMWARIDZANE

22 Jul, 2016 - 00:07 0 Views
TISHAMWARIDZANE TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
NDANYORERA kuchirongwa chino kakawanda saka veduwee ndishambadzeiwo. Ndiri mudzimai ane makore 34 nevana 2 uye ndiri HIV+. Ndinoshanda muHurumende. Ndiri kutsvakawo murume ane makore 35 – 45 ari HIV+ akafirwa seni. Anoshanda anoda wanano ngaandibate pa0718 625 846.CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye. 

********

Ndinonzi Ben, ndine makore 27 uye ndiri kutsvaga mukadzi ane makore 18-25 anoda zvemba uye anotya Mwari. Ndinobatika pa0779 160 636, ndiri HIV negative.

********

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 32 nemwana mumwe, ndinodawo mukadzi ane makore 20-26 ane mwana 1 kana asina. Ndibatei pa0773 810 813 nesms kana whatsapp.

********

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana anotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 24. Ini ndine makore 26. Kana pane andifarira nhare yangu 0714 618 754.

********

Ndine makore 39, HIV positive uye ndinoda murume ane makore 45 kusvika 50 asi vanoda zvekutamba kwete. Vane chokwadi ndibatei pa0714 167 113.

********

Ndiri musikana ane makore 25 asina mwana uye ari HIV negative. Ndinotsvagawo murume wekufambidzana naye asi matsotsi kwete ndapota hangu. Anoda ndibatee pa0733 300 992.

********

Ndiri murume ane makore 45, ndinotsvaga mukadzi ane makore 40 – 50. Anoda hake ngaandibate pa0717 186 668.

********

VeKwayedza musadaro, ndanzwa nekutumira masms asi hamusi kuburitsawo shambadzo yangu. Ndine makore 28 uye ndinotsvaga murume ane makore 29 -34 anoshanda. Ngaave ane mwana 1 achitya Mwari. Andida ngaandibate pa0716 991 372.

********

Makadii zvenyu veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 30 ndinotsvagawo shamwarikadzi ine makore 25-29 ine mwana kana isina. Nhare yangu 0734 423 484.

********

Ndiri mukomana ane makore 23 okuberekwa, ndinoda musikana ane mwoyo wakanaka asina chirwere ari pachokwadi nezveurdo. Ngaave anoshanda asi ini handishande. Anoda hake ngaandibate pa0776 242 073.

********

Ndiri mukadzi ane makore 20, ndinotsvagawo murume ane makore 30 zvichikwira asina mudzimai wake. Andifarira ndibate pa0717 206 620.

********

Makadii zvenyu? Ndiri mukomana ane makore 20 ndinoita zvemabhizimusi uye ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 20 anopinda chechi yeSeventh Day Adventist. Anondida anondibata pa0785 490 447, zvizhinji tozotaura.

********

Makadini? Ndiri mukadzi ane makore 36, HIV positive uye ndinodawo murume ari positive anoda wanano. Ndine mwana 1 , vanoda ndibatei pa0771 325 024.

********

Ini ndiri murume anoda mukadzi ari pachokwadi wekugara naye asi asiri mudzimai wemuridzi. Ndine makore 34 nevana 2 uye ndiri HIV positive. Vanoda ndibatei pa0779 978 982.

********

Ndiri mukomana ane makore 26, ndinotsvakawo musikana ane makore 18-25 wekuroora asi anofanira kunge achienda kubasa. Anoda ndibate pa0774 803 854 chero nguva uye asiri pamushonga.

********

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 23 ndinotsvagawo musikana ave kuda zvemba ane makore 18 -21. Anoda ngaandibate pa0734 516 272 asi vakadzi vevanhu ndapota siyanai neni.

********

Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 38, ndinotsvagawo murume ane makore 39 kusvika 50 ava kuda zvemba. Ndinoda anoshanda, ane rudo uye ari HIV negative asi matsotsi kwete nekuti ndaneta nekupedzerwa nguva. Andifarira ndibate pa0775 983 765.

********

Ndiri mukomana ane makore 20, handishande asi ndinokwanisa kumira-mira kuitira musikana wangu zvaanenge achida. Ndiri kutsvagawo musikana angandida. nhare yangu 0784 522 270.

********

Ndiri mukadzi ane makore 35, ndinotsvagawo murume anoda zvekuroora ari HIV positive. Ngaave anonamata uye asiri tsotsi. Ndinobatika 0771 817 378.

********

Ndiri murume ane makore 34, ndinotsvagawo musikana wekuroora ari pachokwadi ane makore 25 zvichidzika. Anenge andida ngaandibate pa0774 040 852 asi vanotamba kwete.

********

Makadii veKwayedza? Ndinodawo mukadzi ane makore 18-26 ari HIV positive nekuti ini ndizvo zvandiri. Anondida ngaandibate pa0776 938 879.

********

Ndiri mukadzi ane makore 39, ndinotsvagawo murume ari pamushonga ane makore 43-50. Ari pachokwadi ngaandibate pa0714 380 922.

********

Makadii? Ndiri musikana ane makore 34, ndinodawo shamwari yechirume ine makore 40 – 46. Nhare yangu 0785 157 092.

********

Ndiri murume ane makore 38, ndinotsvagawo mukadzi anoda zvemba asati apinda zvake mumba ane makore 25-35. Ndiri muHarare, nhare yangu 0776 959 610.

********

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 23 ndinotsvagawo musikana anoziva rudo uye achishandawo. Ngaandibate pa0773 547 442 .

********

Makadii? Ndiri murume ane makore 29 ekuberekwa, ndinotsvagawo mukadzi chero ane makore api ane mari dzake. Afarira ndibate pa0776 695 134.

********

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 22, ndinotsvagawo musikana ari pachokwadi wekufambidzana naye ane makore 18-22. Ari HIV negative, ari mugari wemuHarare ngaandibate pa0717 973 127.

********

Makadini veKwayedza? Ndine makore 30 nevana 2, ndinotsvagawo murume ane makore 40 kusvika 50 ari pachokwadi. Ndiri HIV negative uye ndinoda anofarira kuenda kuNew Start Centre. Ndinoita basa remawoko, nhare yangu 0733 399 083.

********

Ndiri musikana ane makore 18, ndinotsvagawo shamwarikomana inotya Mwari uye inofarira kuimba nekundivaraidza inogara kuMasvingo. Ndibate pa0785 642 964.

********

Ndiri mukadzi ane makore 19 nevana vaviri ndotsvaga murume ari pachokwadi. Andifarira ngaafone pa0718 479 732.

********

Ndiri murume ane makore 38 uye ndinodawo mukadzi wekuroora ane makore 34 zvichidzika. Anoda ngaandibate pa0775 137 807.

********

Makadii zvenyu veKwayedza? Ndiri murume ane makore 42 ndinotsvagawo mudzimai anoda zvemba ari mupositori ane vana vaviri kana mumwe aine makore kubva 28 kusvika 38. Ndinobatika pa0772 566 376.

********

Makadii henyu veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 21 ndinotsvagawo murume ane makore 23 kusvika 30 wekushamwaridzana naye ari pachokwadi. Ngaave anotamba mvura uye anotya Mwari. Anoda nezvangu ngaandibate pa0785 482 848.

********

Makadini veKwayedza? Ini ndiri mudzimai ane makore 23 nevana 2. Ndiri HIV negative uye ndinotsvagawo murume ari pachokwadi anoda zvekutorwa ropa ane makore 25 kusvika 39. Vanoda zvekutamba kwete, andifarira anondibata pa0734 897 811.

********

Ndiri murume ane makore 37 nemwana 1, ndinogara muHarare uye ndinotsvagawo mukadzi anoda zvemba anozvishandirawo. Ini ndinoshanda, nhare yangu 0783 044 316.

********

Makadini? Zvokwadi varume hakuchina here kana kuti hamusi kuburitsawo shambadzo yangu? Katove kechina ndichinyorera kuchirongwa chino. Ndiri HIV positive nemwana mumwe uye ndine makore 33. Ndibatsireiwo ndinoda murume ari pachokwadi. Ngaandibate pa0713 801 107 titaurirane, ndinonamata kumasowe.

********

Makadii henyu? Ini ndiri murume ane makore 34 nevana 2, HIV+ uye ndinogara kumusha. Ndinoda mukadzi ane makore 25 – 30 ari pachokwadi. Ndibatei pa0779 978 982.

********

Makadiiko veKwayedza? Ndiri kutsvagawo musikana wekuroora ari pachokwadi ane makore 18 kusvika 28, ari kuda zvemba. Ndine makore 33 uye ndiri mugari wekwaMutare. Anoda ngaandibate pa0785 090 015.

********

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 20 ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 anotya Mwari uye akanaka ane mazirudo. Ngaave anoshandawo zvee asina chirwere. Andifarira anondibata pa0785 709 023.

********

Makadini? Ini ndiri musikana ane makore 18 ndinotsvagawo murume ane makore 20 – 30. Ndinogara kwaMutare, pamberi nechirongwa cheKwayedza! Anondida anondibata pa0785 417 855.

********

Ndiri murume ane makore 59 ndinodawo mudzimai ane makore 48 kusvika 52. Ndine vana 4 vakura, ndiri muHarare uye ndiri HIV negative. Vanoda ndibatei pa0772 844 317.

********

Ndiri mukomana ane makore 34 ndinodawo musikana ane makore 20 kusvika 30 ane mwana 1 kana asina. Ngaave asiri pamushonga seni anoda kutorwa ropa. Ndinoshanda, nhare yangu 0774 630 047.

********

Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.

Share This:

Sponsored Links