TISHAMWARIDZANE

19 Aug, 2016 - 00:08 0 Views
TISHAMWARIDZANE TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye. Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.

MAKADII veKwayedza? Ndiri murume ane makore 50 nevana 4 ndinotsvagawo mudzimai akavimbika ane makore 34 kusvika 42 ari HIV negative nekuti ini ndiri negative zvakare. Nhare yangu 0718 585 203.
******
Ndiri mukomana ane makore 30, ndinodawo musikana ane makore 25 zvichidzika mutsvuku ari mutete. Nhare yangu 0783 742 902.
******
Makadii veKwayedza? Ndinokutendai zvikuru ndakamuwana wandaitsvaga anondidisisa zvakanyanya saka vamwe chiregai kufona pa0784 602 838.
******
Ndinotsvakawo musikana ane makore ari pakati 18 ne25 ari pachokwadi akazvipira kuwanikwa. Ngaave anoshanda muHurumende nekuti ini ndimo mandinoshandawo. Ari HIV negative ngaandibate pa0771 073 345.
******
Ndiri mukadzi ane makore 33 nevana vatatu, ndinotsvagawo murume wekufambidzana naye ane makore 38 – 48. Andida fona pa0779 329 694 titaure.
******
Ndiri murume ane makore 38 ndinotsvaga mukadzi ane chero makore ane mari yake. Ari HIV negative anoda ngaandibate pa0773 278 946.
******
Ndiri murume ane makore 37 nevana 3, ndiri kutsvagawo mudzimai wekushamwaridzana naye, kunyanya anoshanda mumba ane makore 20-26. Ndinoda ane mwana 1 kana asina akazvipira kunoongororwa ropa. Ngaave akanaka pachiso nepamwoyo, munyoro akasimba zviri pakati nepakati. Anotya Mwari anoda ngaandibate pa0778 855 520.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 41 uye ndinotsvagawo mukadzi wekuroora asiri HIV positive. Makore ake haana basa, chero achiri kubereka. Ndinoda mukobvu ari mutsvuku, andifarirawo anondibata pa0717 574 990.
******
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 37 nevana vaviri, ndiri kutsvagawo shamwari yechirume ine makore 40 kusvika 50. Ngaave ane vana vaviri kana mumwe chete, nhamba dzangu 0773 442 536.
******
Ndiri mukadzi ane makore 28, ndine mwana 1 uye ndiri kutsvaga murume anoshanda. Ada nezvangu ngaandibate pa0733 805 342.
******
Pamusoroi veKwayedza! Ndanzwa nekunyorera kuchirongwa chino asi shambadzo yangu haisi kubuda. Ndiri mukomana ane makore 23, ndinoda musikana akanaka mwoyo nemeso anogara muHarare chete. Ngaave asina chirwere anoratidzika, anoshanda asi ini handisevenze. Kana pane andifarira ngaandibate pa0776 242 073.
******
Ini ndiri mukomana ane makore 23, ndiri kutsvagawo musikana ane makore 18-20 ari pachokwadi uye asina chirwere. Ngaandibate pa0784 818 448.
******
Makadii veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 35 nevana vatatu ndinotsvagawo mukadzi ane makore 30 zvichidzika. Ngaave ane mwana wake, ane rudo nevana vangu uye neni. Asiri pamushonga akasununguka kunotorwa ropa ngaandibate pa0773 813 225.
******
Ndiri mukadzi ane makore 42, ndiri pamushonga uye ndinoda murume ane makore 42 – 50. Andida ndibate pa0718 527 485.
******
Makadini veTishamwaridzane? Ndinotenda nechirongwa chenyu, ndakamuwana wangu wandaida saka vachiri kufona pa0774 049 918 chiregai. Ndatenda.
******
Makadini zvenyu veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 49, ndinodawo shamwarirume ine makore 52 kusvika 60 isina mukadzi. Ini ndiri chirikadzi ine vana vatatu vakura. Ndiri HIV negative saka ndinodawo ari negative anoenda kuchechi achishanda kana kuita basa remawoko. Ngaave ari pachokwadi, ini ndinotengesa paflea market. Anoda ngaandibate pa0775 531 996 asi ngaave mugari wemuHarare kana Chitungwiza.
******
Ndiri kudawo musikana wemakore 18-28 wekuchengetana naye. Ari pachokwadi ane mazirudo uye asinei nemari. Matsotsi handidi, ndinonzi Webster uye ndine makore 33. Ndiri muHarare, nhare yangu 0715 615 440.
******
Ndiri murume ane makore 33 nevana vaviri, HIV positive uye ndinotsvakawo mukadzi wokugara naye ane makore 25 kusvika 30. Ngaave ane mwana wake, ndinoshanda ndichigara muHarare. Andida ngaandibate pa0775 126 879.
******
Ini ndiri murume ane makore 46 ndiri kutsvakawo mukadzi ane makore 30 kusvika 40 anoda kuroorwa. Ndinoda anotya Mwari ari HIV negative. Vana ndine 3, andida ngatitaurei pa0774 851 416. Ndiri muHarare.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 21, ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 20 akavimbika. Ngaave anoda zvemba anonamata chero asingashandi. Ini ndinoshanda basa remuHurumende, anoda ngaandibate pa0785 179 821.
******
Ndiri murume ane makore 34 nevana 2, ndinotsvagawo mukadzi ane makore 21 kusvika 30. Andida ngaandibate pa0717 981 115.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 50 nevana 2. Ndinodawo murume wekuchengetana naye ane makore 55 zvichikwira ari pamushonga ari kudawo zvemba. Anondida tumirai sms pa0773 943 095.
******
Makadii veKwayedza? Ndanzwa nekunyorera shambadzo yangu isingaburitswewo. Ndiri murume ane makore 38 uye ndine mwana mumwe chete. Ndinotsvagawo musikana ane makore 22-35 wokuroora. Andifarira ngaandibate pa0717 052 653.
******
Ndiri mudzimai ane makore 37. Ndinotsvagawo murume ari pachokwadi ane mwana mumwe kana vaviri. Ngaave ane makore 38-46, anoda kunoongororwa ropa pamwe chete. Ini ndinoshanda. Nhare yangu 0775 283 241.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 40 ndinotsvagawo murume wekushamwaridzana naye ari pachokwadi ane makore 41 kusvika 50. Ngaave asingapute fodya nekunwa doro. Ndine vana 3, ndiri mutema, murefu nemuviri uri pakati nepakati. Ndinoda akasununguka kutorwa ropa, ndiri HIV negative. Ndinoita basa remawoko, andida ngaandibate pa0775 945 514.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27, ndinotsvagawo shamwarikadzi inoshanda yekuwadzana nayo ine makore 18 kusvika 35. Andifarira ndibate pa0779 777 958.
******
Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 38 nemwana mumwe ndinodawo mukadzi anoda zvekuwanikwa achida zvekugara kumusha ane mwana mumwe. Ngaandibate pa0734 041 321.
******
Ini ndiri mukadzi ane makore 42 ndinotsvagawo murume ari pachokwadi anoda kuroora, ane makore 45-50. Asina mukadzi ndapota hangu, ini ndine mwana mumwe. Ndinobatika pa0773 726 140.
******
Ndiri murume ane makore 35 uye ndinoda mukadzi anoda zvemba akarongeka ane makore 20-30. Vanoda tumirai sms pa0783 796 397.
******
Ndiri mukomana ane makore 22, ndinotsvaga musikana wekuroora ari pachokwadi ari HIV negative. Ngaave ane makore 18 kusvika 20 anoda zvekugara neni papuroti. Ndinoshanda kutyaira mota, nhare yangu 0718 585 012.
******
Ndiri murume ane makore 24 nemwana 1, ndinotsvagawo mukadzi ane makore 18 – 22 ane mwana 1 kana asina. Asi ndinoda ane ma”hips” asina pamuromo, ndapota ndinoda wekuManicaland. Anoda hake zvekurima ngaandibate pa0776 037 653.
******
Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 32 ndinodawo mukadzi wekuroora ane makore 20 kusvika 30. Ari pachokwadi andifarira ngaafone pa0733 658 167.
******
Makadiiko veTishamwaridzane? Ndiri murume ane makore 36. Ndotsvagawo musikana ane makore 28 zvichidzika, mukobvu mutsvuku anoshanda muHurumende kana kumwe wekupinda naye muwanano. Ini ndinoshanda muHurumende. Ndinoda munhu ari kuda zvemba nekuti ndakagadzirira kumupa mazirudo musikana uyu. Saka vasikana ndakakumirira uye toenda koonekwa ropa. Andifarira ngaafone kana kutumira sms pa0772 506 932.
******
Ndiri mukomana ane makore 22, ndiri kuNorton uye ndinotsvagawo musikana akanaka ane makore 20 zvichidzika. Ngaave ari HIV negative. Ndinoshanda semutyairi wemota, anoda ngaandibate pa0718 585 012 .
******
Ndiri murume ane makore 31 ndinotsvagawo mukadzi anoda zvemba ane makore 22 – 29 akarongeka. Ndinoshanda muchiuto, anondida ndibate pa0777 530 134.
******
Makadii veKwayedza? Ndinokumbirawo mundishambadzeo ndanzwa nekunyorera kuchirongwa musingandiburitsewo. Ndiri mudzimai ane makore 36 ndinotsvagawo murume asina chirwere ane makore 40 zvichikwira asi varume vevanhu musafone. Andifarira anofona kana kutumira sms pa0785 931 619.******

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>