TISHAMWARIDZANE

14 Oct, 2016 - 00:10 0 Views
TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye. Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.
MAKADII zvenyu veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 28 ekuberekwa, ndinodawo murume ari pachokwadi uye asinganyengedzi ane makore 30 kusvika 35. Asina chirwere anondida ngaandibate pa0774 125 282.
********
Makasimba here veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 26, ndinotsvaga musikana ari kuda zvemba asi matsotsi kwete. Ane makore 24 zvichidzika, asina chirwere andida ngaafone pa0782 959 889.
********
Ndinotenda veKwayedza, ndakamuwa andinodisisa saka vamwe chiregai kufona pa0773 899 569.
********
Ndiri murume ane makore 28 nevana vaviri, ndinotsvagawo mukadzi wokuwadzana naye ane makore 27 zvichidzika. Ndinoda ane mwana 1 kana asina, akasununguka kutorwa ropa. Andida ngaafone kana kutumira sms pa0718 274 137.
********
Ndiri murume ane makore 32, ndinotsvaga mukadzi anoda zvemba. Ndine mwana mumwe saka ndinoda ane wakewo. Ndinobatika pa0718 125 407.
********
VeKwayedza makadii? Ndiri mukomana ane makore 18, ndinotsvagawo musikana wekudanana naye anogara pedyo neChitungwiza. Ngaave anofarira Mwari kwete mari. Anofarira zvekuimba zvakare ane makore 18 ngaandibate pa0733 583 916.
********
Ndiri musikana ane makore 31 ekuberekwa, handina kumbobvira ndaroorwa uye handina mwana. Ndinotsvagawo mukomana kana murume ane mwana wake mumwe chete. Ndiri HIV negative, anenge andifarirawo ngaandibate pa+27 620 826 179.
********
Ndiri musikana ane makore 23, HIV negative uye ndinotsvagawo mukomana ane makore 24 zvichikwira. Ngaave anoshanda, asinganwi doro uye asingagari kumusha. Ndinoda anokwanisa kuzondichengeta chero ane mwana 1, ini handina. Vane vakadzi kwete, vari pachokwadi ndibatei pa0784 876 752.
********
Makadii? Ndiri murume ane makore 28, ndinotsvagawo mukadzi anoda imba asina mwana uye kana anaye, ngave 1 kana 2. Ndinoda ari pachokwadi, asina chirwere uye anofarira kunamata. Andifarira ndibate pa0782 108 476.
********
Ndinotenda veTishamwaridzane, ndakawana wangu wepamwoyo. Vamwe chiregai henyu kufona makanonoka pa0784 314 500.
********
Ndiri mukadzi ane makore 25 nevana 2, HIV negative uye ndinotsvagawo murume ari pachokwadi ane makore 30 – 35. Ngaave asina chirwere anondida ini nemhuri yangu. Ndinoda asi wekuMasvingo kana kuti Manicaland. Zvizhinji tozotaura pa0734 296 350.
********
Makadii henyu veTishamwaridzane? Buditsaiwo shambadzo yangu nekuti ndaneta nekunyorera asi musingandibuditsewo. Ini ndiri mudzimai ane makore 32 nevana 2. Ndinotsvagawo murume wekuvaka imba naye ane makore 33 kusvika, ari pachokwadi. Ndiri muHarare, ndinobatika pa0776 149 311 chero nguva. Asi ndoda anoshanda basa riri naniwo ari HIV negative.
********
Makadii henyu veKwayedza? Ndiri mkomana ane makore 25, ndinoda musikana wekushamwaridzana naye ane makore 18 kusvika 20. Nhare yangu 0785 275 167.
********
Ndiri mudzimai ane makore 29 nemwana 1, ndinotsvakawo murume asina chirwere uye anoshanda. Ngaave anodawo mwana wangu, asinganwi doro nekuputa fodya. Andifararirawo anondibata pa0773 698 753.
********
Makadii veKwayedza? Ndinodawo mudzimai wekuroora mazuvano. Ndiri murume akapangama pameso ndkudaro ndinowanikwa neatanga. Anoda kundiona ndinowanikwa paWhatsApp profile yangu, makore 28. Vanoda ndibatei chero nguva pa0776 672 079.
********
Makadini hama dzangu? Ndiri mukadzi ane makore 34 nemwana mumwe, ndiri HIV positive uye ndinotsvagawo shamwarirume ine makore 40 – 55. Ndinoita basa remawoko, andifarira ngaandibate pa0771 884 806.
********
Makadini veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 45, HIV positive uye ndinotsvaga murume akaita seni ane makore anotangira pa47 zvichienda mberi. Ngaave anoshanda muHurumende, ndiri kuSouth Africa asi ndine imba yangu kuChitungwiza. Ndine mwana 1, andifarira anondibata pa+27 641 916 879.
********
Makadii? Ndiri mukomana ane makore, ndinodawo musikana akanaka uye akavimbika. Ndiri kuVumba, anoda nezvangu ngaandibate pa0718 635 365.
********
Makadii? Ndakanyorera kuchirongwa chino asi ndiri kusangana nevarume vari kuda zvekutamba saka ndokumbira vamire zvavari kuita. Ndiri mudzimai makore 36 nevana vatatu. Vari pachokwadi chete fonai pa0773 250 578.
********
Makadini veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 29, HIV positive uye ndiri kutsvakawo murume wekushamwaridzana naye ari positive asi asingaratidzi kurwara. Nhare yangu 0779 303 493.
********
Makadini veKwayedza? Ndinoda kutenda nebasa ramuri kuita, Mwari varopafadze basa renyu. Vaifona pa0777 898 896 ngavachirega havo nekuti ndakamuwana wandaitsvaga.
********
Ndiri mukadzi ane makore 41 nemwana 1, ndinodawo murume ane makore 43 – 50 ari pachokwadi nekuroora. Ngaave ari HIV positive nekuti ndizvo zvandiriwo. Andifarira ndibate pa0734 040 971.
********
Ndiri mukadzi ane makore 36, HIV positive uye ndinodawo murume ari positive. Nhare yangu 0771 325 024.
********
Makadii veKwayedza? Ndiri kutsvakawo shamwarikadzi yekuti tichengetane iri pachokwadi chekuda kuroorwa ine makore 33 zvichidzika. Ndine makore 40 uye ndiri HIV+. Ngaave asingaratidziki kurwarawo seni, ndinoshanda semutyairi. Andifarirawo ndibatei pa0775 258 779.
********
Makadii veKwayedza? Ndinotsvagawo musikana anoda kuroorwa ane makore 18 kusvika 20. Ndiri mukomana ane makore 25, andida ngaandibate pa0717 531 796.
********
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 20, HIV negative uye ndinotsvagawo musikana wekuroora. Ndinoshanda, anenge andifarira tinotaura pa0784 232 200.
********
Makadii veKwayedza? Ndinotsvagawo mukadzi anoda zvemusha. Mukandiburitsawo pachirongwa ndingafare. Ndiri muHarare, ari pachokwadi ndibate pa0733 156 395.
********
Ndiri murume ane mwana nemudzimai ndinotsvagawo mukadzi akazvipira kuve pachipari ane makore 27 zvichidzika, asiri pamushonga. Ndinobatika pa0776 806 867.
********
Ndiri mukomana ane makore 24, ndinotsvagawo musikana ane makore 20-22. Vanoda fonai pa0785 059 049.
********
Makadii? Ndakambonyorera kuchirongwa chino asi shambadzo yangu haina kubudiswa. Ndiri murume ane makore 34, ndinotsvagawo mukadzi ane makore 34 zvichidzika. Ndinoda akasimba, akanaka, anogeza, anotya Mwari uye asina chirwere. Ini ndinoshanda, zvakare ndiri mutambi wenhabvu. Andifarira ngaafone kana kutumira sms pa0777 580 166.
********
Makadii veKwayedza. Ndiri mukadzi ane makore 44 nevana 5, ndinotsvagawo murume anoda zvemba ane rudo. Anoda nezvangu ngaandibate pa0774 419 461.
********
VeKwayedza makadiiko? Ini ndiri mukadzi ane makore 33, HIV negative nemwana mumwe chete. Ndinodawo murume ane rudo uyezve akarongeka. Nhare yangu 0772 629 838.
********
Ndiri mukadzi ane makore 27, nemwana mumwe uye ndiri kutsvakawo murume ane mwana wake ane makore 35 kusvika 40. Ari HIV negative andifarira anondibata pa0718 529 008. Ndinogara muharare uye ndinoita basa remumba.
********
Makadini? Ndiri jaya rine makore 25 uye ndiri kutsvakawo musikana ane rudo, anotya Mwari. Ndiri kwaRusape, vanoda ndibatei pa0736 996 931.
********
Ndiri murume ane makore 38, ndinotsvagawo mukadzi ane rudo ane mari yake. Makore haana basa asi ngaave asina chirwere. Ini handisi kushanda parizvino, anoda ndibate pa0773 278 946.
********
Ndiri mukadzi ane makore 43. Ndinotsvagawo murume ane makore 45 zvichikwira. Vanoda ndibatei pa0783 627 476.
********
Makadini veKwayedza? Ndiri mukumona ane makore 21, ndinotsvagawo musikana wekutandadzana naye. Andifarira ngaandibate pa0783 606 614.
********
Ndiri mukadzi ane makore 42, ndinotsvagawo murume ane makore 44 kusvika 50. Ndiri HIV negative nevana vatatu uye ndinoita basa remawoko. Zvizhinji tozotaura neanenge andifarira pa0734 768 895.
********
Makadii veKwayedza? Ndingafara chaizvo mukandishadzawo. Ndiri mukomana ane makore 25, ndinotsvagawo mukadzi ari pachokwadi ane makore 24 zvichidzika. Nhare yangu 0734 363 080.
********

Share This:

Sponsored Links