— Varairidzi huyai —

04 Dec, 2015 - 00:12 0 Views

Kwayedza

VARAIRIDZI, heunoi mukana wekuti mubatsire kudzidzisa vana muri kwamuri ikoko. Ratidzai hunyanzvi hwenyu nekunyora chero zvinyorwa zvine chekuita nedzidzo yevana. Titumirei zvinyorwa zvinobatsira vana kuti vabudirire mumutauro waamai weShona kuKwayedza. Munogona kuunza zvinyorwa zvenyu kumahofisi eKwayedza ari paHerald House muHarare, kuManica Post kwaMutare, kuChronicle Building kuBulawayo, kumahofisi eZimpapers kuMasvingo kana kuGweru makanyora kuti: “MUDZIDZISI KWAYEDZA” kana kutumira paEmail inoti [email protected]
Batanai neKwayedza mukuumba mwana anoziva kwaakabva, ane tsika uye anoziva mutauro waamai. Tinyorerei izvozvi! – MUPEPETI.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey