Tishamwaridzane

31 Aug, 2018 - 00:08 0 Views
Tishamwaridzane

Kwayedza

NDIRI murume ane makore 30 nevana 2, ndodawo mudzimai anoda zvemba. Andifarira ndibate pa0775 333 162.

*****

Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 33, ndinotsvagawo murume anondida ane makore 46 zvichidzika. Ari pachokwadi anoenda kuchechi, nhare yangu 0776 182 979.

*****

Makadii veKwayedza? Ndakazomuwana wekuwadzana naye. Makaita basa nekushambadza kwenyu saka vose vachiri kufona pa0779 430 040 chiregai henyu.

*****

Makadii veKwayedza? Ndinokumbira kuti mundiburitse muchirongwa chekutsvaga mudiwa. Ndiri murume ane makore 28, ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ari muHarare. Ngaandibate  pa0774 286 163.

*****

Ndiri murume ane makore 33, ndotsvagawo musikana kana mudzimai ane makore 18 kusvika 30 ari pachokwadi. Nhamba dzangu 0783 910 035.

*****

Makadii? Ndiri mudzimai ane vana vaviri ndinotsvagawo murume ane makore 35 kusvika 40 ane vana vakewo uye ane zvaanoitawo muupenyu. Ndoda anopinda Johanne Masowe akashambidzika, ane rudo. Ini ndinoshanda mumba, ndine makore 29. Vandifarira nhare dzangu 0713 016 486 asi vanotamba kwete.

*****

Ndiri murume ane makore 41 nevana vangu vaviri, ndinozvishandira uye ndinotsvagawo shamwarikadzi kana ine vana vayo. Andifarira ndibate pa0771 856 205.

*****

Makadini? Ndiri murume ane makore 36 ndiri kutsvaka mukadzi ari pakati pemakore 18 kusvika 31. Anoda ngaandibate pa0783 445 046.

*****

Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 45 uye ndiri pamushonga. Ndodawo mukadzi akavimbika ari pamushonga. Nhare yangu 0771 592 098.

*****

Makadii? lni ndiri mukomana ane makore 22, ndinodawo musikana ane makore 19 zvichidzika ari wemuHarare. lni ndinoshanda, andida ngaandibate paWhatsApp chete pa0783 951 606.

*****

Ndiri murume ane makore 34, ndinotsvagawo musikana wekuroora ari muHarare ane makore 25 – 30. Ndoshanda muHarare, nhare yangu 0716 809 972.

*****

Makadii henyu? Ini ndiri mukomana ane makore 34 nemwana 1, ndiri kutsvagwawo mukadzi wekuroora ari pachokwadi ane makore 18 – 30. Ndibatei pa0774 630 047.

*****

Makasimba here? Ini ndiri murume ane makore 34 nemwana 1, ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ari pachokwadi. Ndibatei pa0774 630 047.

*****

Makadii? Ndinofara pamwe nekutendawo, ndakawana chido chemoyo wangu zveupenyu hwose 100%. Vose vaifona pa0719 138 463 musafona zvakaita, ndatenda.

*****

Makadii? Ndinotsvagawo mukadzi, ini ndiri pamushonga uye ndine makore 40. Mukadzi wacho ngaave nemakore 32 kusvika 39, anondibata pa0777 967 909.

*****

Ndiri murume ane makore 32 nevana 2, ndinodawo mukadzi wekuroora. Ndinoda Mwari uye ndinoshanda. Anondida ari pachokwadi ngaandibate pa0774 728 170.

*****

Makadii? Ndinotsvagawo murume ane makore 40 kusvika 45. Ndine makore 35 nemwana 1 uye ndiri pamushonga. Nhare yangu 0771 422 349.

*****

Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 33, ndinodawo murume anopinda chechi yePentercostal anotya Mwari uye ane mwoyo wakanaka. Asina chirwere ngaandibate panhamba dzangu dzinoti 0771 451 336.

*****

Ndine makore 40 nevana 3 uye ndiri kudawo mukadzi ane rudo. Ndiri positive asi handiratidzike. Ndinoita mabasa emaoko, zvakawanda totaura paApp kana nesms pa0774 972 620.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ari kutsvagawo mukadzi wekurora ari pachokwadi ane makore 18 kusvika 27. Nhare yangu 0782 777 465.

*****

Makadii henyu veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 26, ndinotsvakawo murume ane makore 30 – 35 ari pachokwadi. Ndine mwana 1, anoda ngaandibate pa0776 360 499.

*****

Ndiri mukomana ane makore 20, ndinodawo musikana wekuroora ane makore 20 zvichidzika kusvika pa18. Nhare yangu 0775 784 663.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 40 nemwana 1, ndiri pamushonga uye ndiri kutsvagawo murume ari pamushonga. Anenge andifarira anondibata pa0775 229 993.

*****

Makadii? Ndiri mukomana ane makore 27 ndotsvagawo musikana wekufambidzana naye ane makore 18 kusvika 26. Andifarira anondibata pa0775 267 724.

*****

Makadii? Ndiri musikana ane makore 18 ekuberekwa uye  ndinotsvagawo murume ane makore 20 – 26. Andida ngaandibate pa0774 295 443.

*****

Makadii? Ndaneta nekunyorera kuchirongwa pasina pundutso. Ndiri murume ane makore 47, ndinoda shamwarikadzi ine makore ari pakati pe34 ne38 anove mukobvu murefu. Nhare yangu 0785 943 601.

*****

Ndotenda nechirongwa chenyu? Ndotsvagawo mukadzi kana ane mwana 1 anoda zvepamusha ane makore 25 zvichidzika. Ndine makore 27, ndibatei pa0771 704 125.

*****

Ndiri murume ane makore 33, ndinotsvagawo mukadzi ane makore 29 zvichidzika. Ndinogara muHarare, nhare yangu 0782 277 962.

*****

Makadii? Ndinofara mukaverenga yangu tsamba, ndiri kutsvagawo mudzimai wekuwadzana naye ane makore 22 – 28. Ini ndine makore 33 nevana 2. Vanoda ndibatei pa0775 076 020.

*****

Makadii veTishamwaridzane? Ndanzwa nekunyorera. Ini  ndiri murume ane mwana mumwe chete uye ndine makore 32 ekuberekwa. Ndiri muHarare, ndinotsvagawo mudiwa wekufambidzana naye ane makore 18 – 29. Handisi pachirongwa saka ndingafare ndikawana ari negative seniwo. Nyangwe akave nemwana hazvina mhaka, chikuru rudo. Ada andibate kana kutumira sms pa0713 625 916.

*****

Makadii veTishamwaridzane? Ini ndiri murume ane makore 40, ndiri muHarare uye ndinotsvagawo mudzimai ane makore 32 kusvika 50. Anoda nezvangu ngaandibate pa0715 192 804.

*****

Makadii? Ndiri mukomana ane makore 23 ekuberekwa, ndotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 – 20 anogara kuMhondoro uyewo akanaka anotarisika pachimiro chake. Ngaave ane hunhu, anofarira kunamata uye nekurukwa asiri pamushonga. Kana pane andifarirawo ngaandibate pa0713 218 639.

*****

Ndiri mukomana ane makore 23, ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 22. Handina chirwere uye ndinoshanda muKaroi. Andifarira ngaandibate pa0771 526 752.

*****

Makaita zvenyu veKwayedza, ndakamuwana wangu wandaida saka vamwe vose vaifona pa0784 643 256 chiregai.

*****

Makadii? Ndiri murume ane makore 39 nevana 3, ndiri pamushonga uye ndiri murimi. Anondida ngaandibate pa0719 147 143.

*****

Ndiri murume ane makore 68, ndinodawo mukadzi abva zera ane rudo uye anoda zvemusha anonamata asiri pamushonga. Anondida nhare yangu 0772 480 929.

*****

Ndiri murume ane makore 35 ndinotsvaga mukadzi anoda zvemba ane makore ari pasi pe32 asiri pamapiritsi. Nhamba yangu 0716 207 178.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 23 uye ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 21 wekudanana naye. Nhamba dzangu idzi 0778 453 135.

*****

Ndaneta kutsotswa, ndodawo mukadzi wekuroora ari pamushonga. Ndine makore 34, andida ndobatika pa0734 731 845 chero nguva.

*****

Makadini? Ndinonzi Tinashe, ndinotsvagawo musikana ane makore 20 zvichidzika. Ini ndine makore 22, nhare yangu 0773 160 452.

*****

Makadii? Ini ndiri murume ane makore 33, ndinotsvagawo mukadzi wekushamwaridzana naye ane makore 30 kusvika 40. Anoda ngaandibate pa0783 916 220, Chi-town.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 21 nemwana 1, ndinotsvagawo murume ane makore 25 – 40 asiri pamushonga. Andifarira ndibate pa0783 458 143.

*****

VeKwayedza shambadzaiwo shambadzo yangu. Ndiri mukadzi ane makore  21 nemwana 1, ndodawo murume anoda kuroora. Nhare yangu 0777 097 643.

*****

Makadii veTishamwaridzane? Ndiri mukadzi ane makore 33 nevana 4, ndinotsvagawo murume anoda zvekuroora uye ndiri pamushonga. Nhare yangu 0776 572 932.

*****

Ndiri mukomana ane makore 20 okuberekwa, ndotsvagawo musikana wekuroora. Ngaandibate panhare dzinoti 0717 052 756 kana nesms, ndinoda ane makore 18 kusvika 19. Handina mwana uye ndinonamata.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 38 nevana 2 uye ndiri muHarare. Ndinodawo murume ane makore 40 zvichikwira. Ndibatei pa0782 387 571.

*****

 

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>