Kingstone Mapupu MUNYAYA inoita sebhaisikopo kana kuti firimu, murume wepadzimba dzemudurikidzwa dzeMatererini Hostels ...
Kingstone Mapupu MHURI inobva mumusha waSabhuku Chikuyo kwaChigango kudunhu raMambo Chiswiti kuMukumbura, kuMt Darwin ...
MUNYAYA inosuwisa, iyo yakaitika kuDomborembizi kunze kwedhorobha reRusape, imbwa yakaonekwa ichidya dehenya remusoro ...
Muchaneta Chimuka MHURI yekwaSabhuku Muregwa kwaMambo Nyajena, kuMasvingo – iyo ine vana vashanu vose vakabarwa ...
Conrad Mupesa KOMISHENI inoona nezvekurwisa huwori munyika yeZimbabwe Anti-Corruption Commission (Zacc) nemusi weChitatu ...
Munyori weKwayedza VANHU 24 vafa nhasi mangwanani apo bhazi ravange vakakwira reUrban Connect rabonderana negonyeti ...
Muchaneta Chimuka MURUME ane makore 60 ekuberekwa, uyo aizivikanwa samuzvinabhizimusi kuChegutu uye aipomerwa kutenga ...
Thupeyo Muleya MUKADZI ane makore 33 okuberekwa wekuMbare, muHarare akatemerwa chirango chekugara mujeri kwemakore ...
Munyori weKwayedza MVURA zhinji ine mabhanan’ana iri kutarisirwa kunaya kumatunhu akawanda muZimbabwe kutanga nemusi ...
Munyori weKwayedza DURA renyika reGrain Marketing Board (GMB) rine chibage, gorosi nezvimwe zvinokwanirana kusvika ...
Muchaneta Chimuka BAZI rinoona nezvemamiriro ekunze reMeteorological Services Department of Zimbabwe (MSD) rokurudzira ...
Munyori weKwayedza KUGOVERWA kwenzvimbo dzekufanotengesera kuMbare Musika, muguta reHarare kuchaitwa nemazvo kuitira ...
Abel Ndooka MUTAMBI wemaWarriors – Marshall Munetsi – akatamba mutambo wekutanga musi weSvondo wadarika kuchikwata chake ...
Danisa Masuku MURUME ane makore 44 okuberekwa wekuGreenhill, kuBulawayo akasungwa nemhosva yekubata-bata muviri ...
Muchaneta Chimuka MUTYAIRI wemarori kukambani yeBlue Ribbon Foods akabirwa makesi gumi efurawa mushure mekunge amisa ...
Lovemore Kadzura MWANASIKANA ane makore 13 ekuberekwa wekuBuhera anonzi akapambwa neshamwari yake pamwechete naamai ...
Munyori weKwayedza MUTUMBI wemurume ane makore 27 okuberekwa, uyo anga ari kutsvagwa nemapurisa nemhosva yekuponda ...
Kingstone Mapupu VANASIKANA vemakore 44 ekuberekwa, avo vanova mapatya kana kuti manyambiri, vemumusha weKuwadzana 5 ...
Muchaneta Chimuka GURUKOTA rezveminda, kurima, hove, madiridziro nekusimudzirwa kwevagari vekumaruwa, Dr Anxious ...
Muchaneta Chimuka MURUME aishandira kuSouth Africa akabirwa midziyo yake inokosha US$1 500 nemunin’ina wake iyo aitumira ...
© 2025 Kwayedza | Disclaimer | Copyright