akadii veKwayedza? Ndapota veduwe-e ndiri mukomana ane makore 25 . . .

06 Nov, 2015 - 00:11 0 Views

Kwayedza

NDIRI mukomana ane makore 26 ndogara kwaMutare uye ndozvishandira. Ndotsvagawo musikana ane makore 19 – 22 wekudanana naye kusvikira pakuroorana. Ngaave asiri pamushonga uye akazvipira kuti tinoongororwa ropa pamwe chete. Ngaandifonere kana kutumira sms pa0776 890 032.
*********
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 28 ndotsvagawo mukadzi akatogadzirira kuwanikwa ane muviri mukobvu ane makore 28 zvichidzika. Ngaatumire sms pa0771 002 056.
*********
Makadii veKwayedza? Ndapota veduwe-e ndiri mukomana ane makore 25 uye ndinotsvakawo musikana wokuroora ane makore 19-23. Ari pachokwadi achirevesa aine rudo rwaMwari ngaandibate pa0782 885 600.
*********
Ndiri mukomana ane makore 27 uye ndinodawo musikana ane makore 18 – 22 ane runako achifarira kugeza. Anoda zvakunamata ngaandibate pa0712 772 885.
*********
Ndiri mukadzi ane makore 38 ndinodawo murume ari kuda zvemba asina chirwere asi ngaave anoshanda nekuti ini ndinoshanda. Ndine vana vatatu, nhare yangu iyi 0775 781 869.
*********
Ndiri mukomana ane makore 32 ndinotsvaga mukadzi anoda zvemba ane makore 21 kusvika 29. Ndinoda ane mwana kana asina, andida ngaandibate pa0776 485 772.
*********
Makadini veKwayedza? Ndakambonyorera kuchirongwa chino asi shambadzo yangu haina kubuditswa. Ndiri murume ane makore 37 ndinotsvagawo musikana ane makore 21 kusvika 34 wekuroora ari pachokwadi. Fonai pa0717 052 653.
*********
Makadini henyu? Ndiri murume ane makore 38 nemwana mumwe uye ndinodawo mukadzi ane makore 26 kusvika 21 ane wakewo mwana. Ane rudo kwete anoda mari ndibate pa0778 914 066.
*********
Makadii henyu? Ndiri mukadzi ane makore 31, HIV negative uye ndinotsvakawo murume ane makore 45 zvichikwira asi vane vakadzi kwete. Ndinobatika pa0716 922 533.
*********
Makadini veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 33 ndinotsvaga murume wekushamwaridzana naye asina mukadzi. Ndiri HIV positive anondida ngaandibate pa0716 798 795.
*********
Ndiri mukomana ane makore 25, ndinodawo musikana ane makore 18 kusvika 24 ave kuda zvekuroorwa. Ari pachokwadi ngaandibate pa0738 878 892.
*********
Ndiri murume ane makore 30 ndinodawo mukadzi wekuroora ari pachokwadi ane makore 20 kusvika 28. Anoda ngaafone pa0772 391 629.
*********
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 29 ndinodawo musikana akanaka ari pachokwadi. Ngaandibate pa0778 011 327.
*********
Ndiri mukomana ane makore 32. Ndinotsvagawo musikana ane makore 20 kusvika 26 akavimbika. Ane tarisiro yekuroorwa ngaandibate pa0782 867 505.
*********
Ndine makore 30, HIV negative uye handina kumboroora. Ndinoda mukadzi akatsvinda asina mwana. Akazvipira kuroorwa anoita chero basa kana asingashande akanoda kugara pamusha, anoziva nhamo nerugare. Ini handishande ndine tunhu twangu. Ada ngaatumire iri sms chete pa0716 428 678 zvimwe tinozotaura.
*********
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27 ndinotsvagawo musikana anoda zvemba. Ngaave anogara Shamva, Bindura kana Glendale. Anoda ngaandibate pa0772 256 676.
*********
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 35 ndinotsvakawo mukadzi wekuroora ari pachokwadi. Ngaave ane makore 30 zvichidzika, nhare yangu 27 719 514 798.
*********
Ndotsvagawo mukadzi ane makore 20 kusvika 30 anoshanda. Anoda ngaandibate pa0717 614 309.
*********
Makadii veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 22 ndotsvagawo mukomana anoda kuroora ari pachokwadi ane makore 25 kusvika 29. Ngaave anoshanda muHurumende anove mupurisa, musoja kana mukoti. Ndobatika pa0717 215 871.
*********
Makadii veKwayedza? Ndinotsvagawo musikana akanaka wekuroora ane makore 18 kusvika 23. Anondida ngaandibate pa0717 899 980.
*********
Ndiri mukomana ane makore 26 ndiri kutsvagawo musikana wekuroora ari pachokwadi ane makore 19 – 23. Nhare yangu 0776 890 032.
*********
Ndiri mukomana ane makore 30 ndinotsvagawo musikana anoda zvemusha anonamata kumasowe. Anondida nhare yangu 0778 947 620 asi handidi mukadzi wemunhu.
*********
Ndodawo musikana ane makore 18 kusvika 22. Andida anondibata paWhatsApp kwete kufona pa0775 846 161.
*********
Ndiri mudzimai ane makore 32 nevana 2, ndinodawo murume ane makore 36 zvichikwira. Ndinoda asinganwe doro kana kuputa fodya. Ngaave ari munhu asinganyadzise anotaridzika uye ari pachokwadi. Nhare yangu 0735 718 525.
*********
Ini ndiri mukomana ane makore 30 ndinotsvagawo musikana ari pachokwadi ane makore 20 – 24. Anoda ngaandibate pa0775 137 700.
*********
Ndiri murume ane makore 42 ndinotsvagawo mukadzi ane makore 35 kusvika 40 anoshanda muHurumende. Ini ndinoita basa remawoko. Nhare yangu 0773 819 066.
*********
Ndiri murume ane makore 56 ndine vana 6, ndiri murimi uye ndiri HIV negative. Ndinodawo mudzimai anoda zvemba kubvira pamakore 40 kusvika 50. Ndibatei pa0776 669 633.
*********
Makadii? Ini ndiri murume ane makore 36 handina mwana kana kubvira ndamboroora nekuti ndaingorasiswa nevandaida kuroora. Ndakambonyorera kuchirongwa chino asi ndaingonyudzwa. Ndinoda mukadzi wekwaMutare ane makore 24 kusvika 27 asina chirwere. Ndinobatika pa0775 976 970.
*********
Ndiri mukadzi ane makore 28 ekuberekwa nemwana mumwe uye ndinoda murume ari positive ane mazirudo, anokwanisa kundichengeta ini nemwana wangu. Ndinoda ane vana vakewo ane makore 45 zvichienda mberi. Andida ndibate pa0771 562 234.
*********
Ndiri murume ane makore 37 ekuberekwa ndinotsvaga mukadzi wekuroora ari pachokwadi ane makore 21 kusvika 30. Akazvipira kunoongororwa HIV ngaandibate pa0773 019 026.
*********
Ndiri mukomana ane makore 20 ndotsvaga musikana ane makore 18 kusvika 20 wekuroora. Andida ndibate pa0782 893 476.
*********
Ndapota buritsaiwo shambadzo yangu, ndiri mukomana ane makore 25 ndodawo musikana ane makore 23 zvichidzika. Nhare yangu 0777 494 981.
*********
Ndiri mukadzi ane makore 35, HIV positive uye ndodawo murume ari positive ari pachokwadi. Ndinobatika pa0771 325 024.
*********
Ini ndinonzi Talent, ndine makore 27 uye ndinotsvagawo murume anondida ane makore 40 kusvika 46. Zvakawanda tozotaura pa0717 354 716.
*********
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 20 uye ndinotsvagawo mukomana kana murume ane makore 23 kusvika 28 ari kuda zvekuroora. Ndibatei pa0717 388 752.
*********
Ini ndiri murume ane makore 40 ndinotsvakawo shamwarikadzi yakaumbika inogeza. Ngaave anotya Mwari anoendawo kubasa. Ndine vana vaviri uye pautano ndiri ‘kete’. Andifarira ngandibate pa0733 891 618.
*********
Ndiri mukadzi ane makore 29 nevana vaviri, ndiri kutsvagawo murume anoda kuroora ari pakati pemakore 30 ne35 ari HIV negative anoenda kuchechi. Ndinobatika pa0776 939 612.
*********
Makadii veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 19 ekuberekwa, ndinotsvagawo mukomana ari pachokwadi ane makore 25 zvichidzika kusvika pa20 anoshanda uye ari HIV positive seni. Ndinobatika pa0783 677 881.
*********
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 23 ndinotsvagawo musikana kana mukadzi ane mwana 1 ane makore 18 kusvika 21. Nhare yangu 0776 300 943.
*********
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 29 nevana vaviri. Ndinotsvagawo murume ane makore 35 zvichidzika kusvika 30, anotya Mwari uye ari HIV negative. Vane vakadzi kwete, vamwe ndibatei pa0776939612.
*********

Share This:

Sponsored Links