Aponda ‘girlfriend’ nekuirova nesimbi

28 Nov, 2022 - 16:11 0 Views
Aponda ‘girlfriend’ nekuirova nesimbi Asst Insp Nomalanga-Msebele

Kwayedza

PREMIUM

Rejoyce Sibanda

MUDZIMAI ane makore 26 okuberekwa wekuOld Pumula, kuBulawayo akafa mushure mekurohwa nesimbi nemurume waange achidanana naye uyo akamanikidzira musoro wake pagonhi apo aimuzvindikita.

Nobuhle Mlambo anga ava nemwedzi ari muchipatara ndokuzofa nemusi weSvondo wadarika nekuda kwekukuvara kwaakaita paakarohwa.

Chikonzero chakaita kuti arohwe kusvika pakufa hachisati chazivikanwa.

Zvisinei, vavakidzani vanoti apo Mlambo ainge akarembera pagonhi, ane zvinhu zvainge zvakamubaya muhuro, shamwarirume yake, iyo iri kungozivikanwa saMoses, akamukava nekumudzipa.

Vanoti vakatya kurandutsira sezvo Moses airatidza hukasha hwakanyanya.

Moses anonzi aigara achirova Mlambo uye akarapwa kakawanda kuchipatara nekuda kwekurohwa uku.

subscribe to view this content.

Share This:

Sponsored Links