Bhora mutambo

23 Mar, 2018 - 00:03 0 Views
Bhora mutambo John Nyikadzino

Kwayedza

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo wePremier League uripo pakati peHerentals FC neHighlanders nemusi weSvondo kuNational Sports Stadium pamwe neweDynamos FC  neShabanie Mine FC kuRufaro Stadium ichapera sei.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo wePremier League waiveko Mugovera wadarika  pakati peChicken Inn FC neDynamos FC kuBarbourfields.

Samanyanga, Greenvalley –  Chicken Inn 4 DeMbare 0.

Baba Cleopatra Mupariwa, Epworth – Chicken FC 1 Dynamos 2.

0778 309 095 – Chicken Inn 1 Dynamos 1.

  1. Machisa Kasuwo, Mbire – Chicken Inn FC 1 Dynamos 2.

Adza kuRuwa – DeMbare 2 Huku Mukati (Chicken Inn) 1.

Lucky, Mtapa 2, Gweru – DeMbare 2 Chicken Inn 1.

Wellington Tayengwa, St  Hughes, Seke – Dembare 2 Chicken Inn 0.

Buju, Chitamba Farm paGan’a – Dynamos 2 Chicken Inn 1.

Petros M – Chicken Inn 2 DeMbare 1 ndomumiriro wazvichange zvakaita.

Shingarai Sabawo – Chicken Inn 1 Dynamos 2.

Ngezha kuDomboshava – Chicken Inn 2 DeMbare 1.

Jonga kuConcession – Dynamos 2 Chicken Inn 0.

Shadreck Chigara, Beitbridge – Chicken Inn 1 Dynamos 2.

Symbojenami – Kahuku (Chicken Inn) 0 DeMbare 2.

0712 261 321 – Dynamos 1 Chicken Inn 0.

NdiTobhaya paArcadia – DeMbare 4 Chicken Inn 0.

Fredy Mushanga, Norton – Dynamos 2 Chicken Inn 1.

Vincent Nzvenge, Chitora Shurugwi – DeMbare 2 Chicken 1.

Mudhara Gonyeti, Emarald West, Headlands – Chicken Inn 0 Dynamos 2.

Edmore Ali, Harare – Dynamos 1 Chicken Inn 1.

Mike Masungo – Chicken Inn FC 2 Dynamos FC 1.

Zlatan, Budaz – Chicken Inn 1 DeMbare 2.

Phil M – Chicken Inn 1 Dynamos FC 1.

 

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey