Bhora mutambo

28 Dec, 2018 - 00:12 0 Views

Kwayedza

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudzei kuti mutambo uriko pakati peLiverpool neArsenal nemusi weMugovera, kuAnfield Stadium uchapera sei.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hedzinoi mhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo waiveko pakati peArsenal neBurnley kuEmirates Stadium nemusi weMugovera wadarika.

Mumutambo uyu, Arsenal yakahwinha 3 -1.

Ba Lee (Serengende) paHopley – Arsenal 2 Burnley.

Tawanda Mudenge paFiyo – Arsenal 2 Burnley 1.

Amos Mavuka paChi-town – Mutambo uyu#Arsenal 3 Burnley 2.

Anderson Svusvu ndiri paBudiriro – Arsenal ichahwinha 2 – 1.

Nyashadzamwari Kawere, Mutoko – Arsenal 3 Burnley 1.

0772 210 439 – Arsenal 3 Burnley 1.

Baba Debra, Chitungwiza – Arsenal 3 Burnley 0.

Tafadzwa Muchemwa, baba Yolanda, Chinhoyi – MaGunners Arsenal 3 Burnley 1.

 

Share This:

Sponsored Links