Bhora mutambo

04 Jan, 2019 - 00:01 0 Views
Bhora mutambo

Kwayedza

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo uripo pakati peKaizer Chiefs neMamelodi Sundowns nemusi weMugovera kuFNB Stadium uchapera sei.

Hezvinoi zvakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo waiveko pakati peLiverpool neArsenal nemusi weMugovera, kuAnfield Stadium.

Mumutambo uyu, Liverpool yakahwinha 5-1.

Amos Musokeri – Liverpool 2 Arsenal 2.

Pfachapfacha, Karoi – Liverpool 3 Arsenal 1.

Albert Bhichu, Chitungwiza – Liverpool 3 Arsenal 1.

Tendai – Liverpool 3 Arsenal 2.

Innocent Mhandu paBudiriro – Liverpool 3 Arsenal 1.

  1. Makaza, Penhalonga – Liverpool 2 Arsenal 1.

Edmore Ali, Harare – Arsenal 1 Liverpool 1.

Bitere Calvern – Liverpool 2 Arsenal 1.

Christopher Dick paEpaton Park – Pamutambo Arsenal 1 Liverpool 3.

Fungai Tichiona, Mtora Nembudzia, Gokwe – 0771 569 492.

Douglas paChi-town – Arsenal 3 Liverpool 1.

Prosper Manobo, Kadoma – Liverpool 1 Arsenal 1.

NdiDavid kuChinhoyi, Hunyani Section – Liverpool 3 Arsenal 2.

0771 881 887 – Liverpool 3 Arsenal 1.

0783 700 416 – Liverpool yahwinha.

Fadzie Dharwizi paNyasco apo – Liverpool 1 Arsenal 2.

0771 815 771 – Liverpool 2 Arsenal 2.

Ba Debra, Chitungwiza – Arsenal 2 Liverpool 1.

Ndini Lindavo paG Norah A – Dzinonwisana neArsenal.

Share This:

Sponsored Links