Bhora mutambo

17 May, 2019 - 00:05 0 Views
Bhora mutambo

Kwayedza

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo uripo pakati peCAPS UNITED neMushowani Stars nemusi weSvondo kuRufaro Stadium, muHarare uchapera sei.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hedzinoi mhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo waiveko pakati peDynamos neYadah Stars nemusi weSvondo wadarika kuRufaro Stadium, muHarare.

Mumutambo uyu, DeMbare yakahwinha 1 – 0.

Collin Pazanga, paRugare – Yadah Stars 1 Dynamos 2.

0712 467 830 – Dynamos 3 Yadah Stars 1.

Kassim Saidi, 0778 727 765 – Dynamos 1 Yadah Stars 0.

0733 718 953 – Yadah 2 Dynamos 1.

Cosam Dzindirayi Neechifamba, Gutu Mpandawana – Dynamos 2 Yadah 0.

Phil M – Dynamos 2 Yadah 0.

Trust Mudzamiri, Domboshava, 0773 802 025 – Dynamos 3 Yadah 0.

Baba Steady Mudzengerere – DeMbare 2 Yadah 0.

Mark Kambuzuma, paGlen Norah A, Harare – Yadah Stars 1 Dynamos FC 1.

Tom Lawrence, Waterfalls Mainway – Dynamos 2 Yadah 0.

Valentine Berejena, Waterfalls – Dynamos 1 Yadah 0.

Nyashadzamwari Kawere, Mutoko – Dynamos FC 2 Yadah Stars 1.

Charles Pitu, Ascot, Gweru – Dynamos 1 Yadah Stars 0.

Ndini Special Chitawu – Mumutambo uyu DeMbare 2 Yadah FC 1.

0713 706 041 – Yadah Stars 1 Dynamos 2.

Maroodza Fungayi paGlen Norah – Dynamos 1 Yadah 2.

Mashoko Chikuku, Chidyamakono School, Dhumhe Hatiruzivi Village, Chivi – PaBhora mutambo Dynamos 2 Yadah 1.

Mai Trish, Byo – Yadah Stars 1 Dynamos 2.

Brighton Marovanyanga, Dema, Seke – Yadah 0 Dynamos 2.

From Rambo, Marondera Massive – DeMbare 2 Yadah FC 1.

0774 092 726 – Dynamos 2 Yadah Stars 1.

Ini ndinonzi Simba Mhembere – Yadah 1 Dynamos 2.

Tafadzwa Marume, Dycloner Farm, Mt Hampden – Dynamos 4 Yadah 1.

 

Share This:

Sponsored Links